Tiri Shwindi PDF

You might also like

Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 1

I sold a bike kuti nditenge bhero

I stay at a house isina kana kero


Ndaita mari yakawanda mazero
Plus handi linkeh nemamero

Vanofarira kudisser
Vanogaira kubleacher
Manje vachatozviziva
Kuti inini kwavari ndopisa

Vatserendenda pareza
Kuenda kun’anga netswanda yerukweza
Kubikira vana bota nerupiza
Kuchengeta mhuri nehupfu hwekupemha

Vamhanyiswa makarimwa
Kutengeserwa maguru akatinywa
Kuroreswa madzimai akabhinywa
Kuvharwa muromo vachichema kutswinywa

Vachabuda misodzi yeropa

Vanogwinha miri negodo


Vagara vanototya hondo
Neni vachatoona ndondo
Ndovasiya vabuda tumabondo

You might also like