Professional Documents
Culture Documents
Shona
Shona
Covid-19 ihosha inenge dzihwa kana chikosoro .Denda iri rakatanga kuChina
rikatenderera nenyika rikazosvikawo muno muZimbabwe .Chirwere ici chaendesa
vanhu vanopfuura zviuru zvikumi kwamupfika nebwe pasi rese. Muno
muZimbabwe vanhu vanopfuura chiuru vakabatwa nehosha iyi.
Hurumende yakati vanhu vagare mumba , saka isu tinofanira kuzviteedzera .Asi
kana uine lwaunenge uchifanira kuenda unoendawakavhara muro nemhino.Kana
tichikosora ,tinofanira kukosorera mukati megokora.Ukanzwa kunge wabatwa
nehosha iyi kana nechikosoro zvinokurudzirwa kuti uende kunotariswa
kuchipatara.