Professional Documents
Culture Documents
N Jaken Jake
N Jaken Jake
N Jaken Jake
*Njakenjake*
Story by T. Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 1
*Sheila*
Mubvunzo:Martin akaindepi.
Ko iye Sheila paakatii zeeee chiii
chakaitika
Ko kumba achadzokera here
Kana adzokera achanzi kudiii.
*Chapter 2 Loading..............*
[11/22, 15:30] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 2.
*Sheila*
........Vakomamakasimba here?
.........Ndinofarazvangu mainini
makazondiwanira here musikana.
...........Ndiyonyaya yandatokufonerai
sisi nditori naye pano munhu
wacho.Asi ndinokumbirawo
mugamuchire dambudziko rake sisi
mwari ndivo vaziva zvavazviitira.
..........Inizvevanhu vematambudziko
handidi iwe chiKristu chakanyanya
kukupinda nhai wese wese unoda
kungonzwira tsitsi.
Dambudziko rake nderei uye
anobvepu?
..........Anobvakuno kwaHama ane
pamuviri pane 2 month zvino akatizwa
nemukomana wake apa haazivi
kumusha kacho kumba haachadiwi
mubatsireiwo ndogona hangu
kukubatsirai kumubhadhara.
Yaaa mbuya ava vanonamata
chokwadi vainge vandinzwira tsitsi
nezvandiri.Kana basa rangobuda iri
ndinotonofanira kugara zvakanaka
ikoko.
.........Ndotendavakoma.
zvangu zvaita.
Sheila ndichagara basa wariwana
kuna sisi vangu chandoda unoita basa
nemazvo usazoita sevamwe vanobva
vaba.
Iiii maita basa mbuya aewa handiiti
zvekuba ini ndinonoshanda
zvakanaka.
Mazuva akafamba kusvika China
chiya ndokuzotorwa nasisi vambuya
ko handiti handizivi zita ravo here.
Takazosimuka kuma 3 kondovira vira
nemota yavo tisu avoo hutu kuguta
guru reHarare.
End of chapter 2
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 3.
*Max*
End of Chapter.
*Chapter 4 Loading.............*
[11/22, 15:30] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T. Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 4.
*Sheila*
Makadiii?
Hongu mhamha .
End of Chapter.
*Njakenjake*
Story by T. Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 5.
*Max*
........ZvakanakaNgwenya.
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T. Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 6.
*Sheila*
*Chapter 7 Loading..............*
[11/22, 15:31] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenhake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 7
*Max*
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 8.
*Sheila*
*End of Chapter*
*Chapter 9 Loading.........*
[11/22, 15:32] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn.
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 9.
*Max*
Ko ndopandakatangirawozve nhai
veduwe ndaigoti kudii zvangu.
Taswera maswera seiwo imi!
Ndonzi Masibanda!
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 10
*Sheila*
Hongu mhamha.
Hongu mhamha.
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 11.
*Mai Nenyasha*
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 12.
*Max*
Ko ndaizosvikepi achindiudzirawo
zvekuita munhu aizosvika pakuora
moyo.Handiti kana mwana
ukamudzidzisa kudamfa unenge
unetarisiro tekuti kupera kwevhiki
mbiri anenge akugonawo kufamba
ega here.
Hello Daddy.
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
*Sheila*
Ndokuigira Masibanda
ndikasatengera iwe ndingatengera
ani.You are only one my luv.
Really!
Yes Masii.
Hello Daddy!
Hello Masii wangu uri sei hako.
Ndakanyemwerera zvangu
ndakamutarisa Max apa achiuya
kwandiri akavhura maoko.Apa
ndainge ndadzidzisa gudo kuridza
ngoma chaiko kkkk.
Ndasvika paari ndoku
mumbundira,takaita kanguva takadaro
ndokuzo patsanurana.
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 14.
*Max*
*Chapter 14 Loading..........*
[11/22, 15:36] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 15.
*Sheila*
Really Max?
*Chapter 16 Loading..........*
[11/22, 15:37] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 16.
*Max*
Me too Max!
..............
...........Hellomwana wehanzvadzi.
*End of Chapter*
Kana paresveka
gadzirisaiwo.Comments pliz.
*Chapter 17 coming soon*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 17.
*Sheila*
Ndakatoona kuti ndikasataura
handaipabuda ndokuzoti" daddy
ndokumbirawo kuzorora.
Nyangwe kutotaimirana
zvinotenderwa
kkkk.Momborangaridzana ujaya
neumhandara wototi ndoda utange
kundipfimba kkkk.Ndobva
ndarangarira imwe nyaya so yevamwe
gogo nasekuru vakarongana
kutaimirana.Sekuru ndokubuda
pamba kuseni kwakuzodzoka
vachimira mira pamuti uri pedyo
nepamba vachitaimira
chimoko.Vakamira kusvika ravira
chimoko hachingauyi kkkk.Sekuru
vakadzikana vakaenda kumba
kwakunotuka chimoko zvikanzi,"Ko
waregerei kuzouya kumuti kwandanga
ndakakumirira,"
Chinzwai gogo vaya manje
hanzi,"Ndarambidzwa namhamha,"
Kkkkkkkkk.
Saka zvese izvi zvinofanirwa
kungoitwawo murudo kuti musaputse
chirangano hama dzangu.
Titambire vanangu!
*Chapter 18 Loading..........*
[11/22, 15:39] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 18
*Max*
Ndakashingirira hangu
pandakakwanisa ipapo.Ndakaitawo
chido wani.
Masii ndaneta ini asi
ndambokuzorodza hangu kkk.
Vakadzi ndopavakaioawoka
ipapo.Vanotoda kuratidza munhu
wese kuti ini ndinodiwa zvemhando
yepamusoro kkkk.
Kana madaro
magona.Ndinoshuvirawo kuti mugare
zvakanaka vanangu zvinenge
zvakuremerai munondiudza
tobatsirana.
Haa zvinokudzwa
izvi.Ndichakuperekedzai nemota
yangu iyi kumusha uye kwana Sheila
zvakare kana pasina chandibata
ndinoenda nemi.
Takagamuchirwawo nemufaro
wakanakawo chose.Takapinda
mumba umu maisava nevanhu
vakawanda sezvo vanhu vaiva panze.
Ndizvozvo baba.
Ndakapindura zvangu ndisina kuziva
kwainge kuchatanga nenyaya.
*End of Chapter*
Comments pliz mukadaro chete
matondipasa manyemwe .
*Chapter 19 Loading.......*
[11/22, 15:40] Lord Of Mercy Writter:
Follow this link to join my WhatsApp
group: https://chat.whatsapp.com/
GZc4PyOM6vH4WlOE8t1TPn
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Chapter 19.
*Sheila*
Vakataurirana zvavo ndokunzi
ndirongedze zvandaida
kunoshandisa.Kureva kuti pamba apa
nainge ndichiri wepo zvangu sezvo
ndaidzoka kubasa mazuva ose.
Hongu mhamha!
Hongu mhamha!
Vakamboramba vakanyarara
kwechinguva.Zvimwe vanga vakuda
kuruka nhema dzekutiudza.Ko kana
vasingachadi kuti vave mai vedu
vavingei nesu.Ndakatanga
kuzvitongesa ndoga ndoshaya kuti
mai iyi yainge yoda kutsanangura kuti
kudii. Vakazoenderera mberi havo
nenyaya yavo ndainge ndatova
tsamwira ini kkkk.
Ndizvozvo mhamha!
Zvakanakai tete!
Takabva tarara zvedu asi ini moyo
wangu waisada zvekusara.Munoziva
kuti kana usina kujairana nevanhu
zvenge zvakangoomawo so.Panga
pasina yekutamba ndaitozongojairana
navo ndaigoenda nepi.Kuchiedza
vekumabasa vakamuka vogadzirira
kuenda.Ndakamukawo senguva dzose
ndokuita mabasa angu ndokupawo
baba mvura yekugeza.Nguva
yavakapedza vakabva vauta
kwandaisuka ndiro dzangu
ndokundiudzawo kuti ndaizotevera
svondo rinoya.Sezvo taiva nenhare
tese taizotaura zvedu panhare
naDaddy.
Takabva taonekana zvedu voenda.
*End of Chapter*
*Njakenjake*
Story by T.Tsiga.
*+27651633012*
Story by T.Tsiga
Chapter 20.
*VaMasunda*
Muchirevei Gushungo?
Tisvike Gushungo
*End of Chapter*
*Chapter 21 Loading....*