AS Shona Topics

You might also like

Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 2

TETE STELLA

1 Ndorara naye here? 21 Kutevera kwangu hakufanani nguva


dzose
2 Nhengo yangu yakanyanya kuita diki
here? 22 Ndomutaurira kuti ndine HIV here?
3 Ndorara nemurume wemukoma 23 Mbanje ingapedza kunyara kwangu
wangu here? here?
4 Ndiri kuchengeta munhu ane AIDS 24 Vabereki vangu vanonetsa
5 Ndini mutungamiri wemhuri yangu! 25 Ndomutaurira nezvenjovhera
yandinayo here?
6 Ndinoda kuita zvepabonde
seshamwari dzangu! 26 Ndine HIV. Ndichafa here?
7 Ndakamboita njovhera – saka 27 Ndingava ndine pamuviri here?
ndichabereka here?
28 Musikana wangu ava kuroorwa
8 Mudzidzisi wangu anoda kurara neni
29 Mudzidzisi akaitisa shamwari yangu
9 Shamwari yangu ingochani uye pamuviri
anondida
30 Murume wangu haana kuvimbika
10 Musikana wangu ane pamuviri!
31 Ndinongosuruvara pasina chikonzero
11 Kuda kwangu zvepabonde
kwakanyanya 32 Handidi mwana uyu

12 Ndinotenga zvekudya, ndoregerei 33 Svondo yangu inoti makondomu


kurara naye? akaipa

13 Mapundu panhengo yangu 34 Ndiri ngochani – pane angandidawo


yekuberekesa! here?

14 Ndingangova neHIV 35 Ndinorwadziwa nejeko

15 Ndinotya gomarara remuromo 36 Dhara rangu rinondibata zvakaipa


wechibereko
37 Rudo runonditadzisa kudzidza
16 Ndakabatwa chibharo
38 Amai vangu vane HIV uye
17 Ndorara nevarume here kuti vanozvitaura
ndiwane mari?
39 Ndingarapa sei mburwa dzangu?
18 Ndinomuka ndakatota
40 Ndine HIV uye ndine pamuviri
19 Chii chinonzi antiretroviral?
20 Mukadzi wemba anoda kurara neni
MISORO GUMI INGATARISWA
10 1
Kusanduka Kukura
kweupenyu
hwevanhu
Miviri yedu iri kusanduka:
2, 11, 18, 21, 35, 39
Kusanduka kwemaonero Pfungwa dzedu dziri
nemaitiro evanhu: kusanduka:
9, 16, 17, 22, 38 23, 31, 37
Kuona zvekuita: Kufara nezvatiri:
4, 16, 28, 29, 35 2, 6, 39
Kuumba ukama nevanhu
9 2
Ukama nemhuri Zvekusangana
vekutsigirana navo:

nevanhu
5, 19, 20, 29, 35

pabonde
vemunharaunda nezverudo
Ukama nevabereki nevamwe vakuru: Rudo nekusangana pabonde:
3, 10, 24, 28, 38 1, 6, 12, 22, 30, 34
Kushandisa zvinhu zveruzhinji zvakaitirwa Ukama hwakaenzana pakati

Tete
ugaro neutano hwakanaka: pevakadzi nevarume:
4, 13, 14, 15, 19, 21 3, 12, 16, 23, 30, 36
Kuvaka ukama nevanopa

Stella
rubatsiro:
3, 5, 8, 26, 34
3
Kusangana
pabonde
8
Kutaura zvisina njodzi
zviri mumoyo yakanyanya
1, 5, 14, 16, 23, 30
1, 11, 22, 25, 27,
33

4
Kumanikidzirwa
7 kusangana
Kurarama uine pabonde
HIV neAIDS Zvinomanikidzira vanhu
Kurarama uine HIV neAIDS: kusangana pabonde:
14, 19, 22, 26, 40 3, 12, 17, 20
Kurarama paine matambudziko Kubatwa chibharo
6 nekufurufushwa:

Zvirwere
anounzwa neHIV neAIDS:
5 8, 16, 20, 29, 36

Pamuviri
4, 5, 38

zvenjovhera
7, 13, 25 pasingadikwi
10, 27, 29, 32

You might also like