Professional Documents
Culture Documents
Study 1
Study 1
-Chekutanga ROPA
Ropa hupenyu
Leviticus 17:11: "For the life of a creature is in the blood, and I have given it to you to make atonement
for yourselves on the altar; it is the blood that makes atonement for one's life."
- Deuteronomy 12:23: "But be sure you do not eat the blood, because the blood is the life, and you must
not eat the life with the meat."
Chechipiri JESU
Mwanakomana waMWARI.
CHRIST
Musununguri wavanhu SAVIOUR
Muponesi MESSIAH
Prince of Peace
The lamb
John 1 v 28-29
29 Ava mangwana wakavona Jesu achivuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMwari, rinobvisa zvivi
zvenyika.
Hebrews 9:15-17, "For this reason Christ is the mediator of a new covenant, that those who are called
may receive the promised eternal inheritance—now that he has died as a ransom to set them free from
the sins committed under the first covenant.
Hebrews 12:24:
"And to Jesus, the mediator of a new covenant, and to the sprinkled blood that speaks a better word
than the blood of Abel."
Hebrews
14 zvikuru sei ropa raKrsitu, iye wakazviita noMweya usingaperi chibayiro kunaMwari, chisina
chachingapomerwa, richanatsa hana dzedu pamabasa akafa, kuti tishumire Mwari mupenyu.
According to the Bible, salvation through the blood of Jesus is a gift that is freely given, and does not
depend on any works or efforts on our part.
Matthew 26:28:
"For this is my blood of the covenant, which is poured out for many for the forgiveness of sins."
Now sezvo ropa rakadeuka kare tine zvatinoita kurangarira chiitiko cheropa.
Izvi tinozviitira kurangarira tsitsi Nenyasha zviri pachiitiko chekufa kwaJESU pakava nekudeuka
kweripa ratiri kutaura nhasi.
Ropa rakaita basa kare
Changosara ndechekuti mumwe nomumwe asuke nguvo dzake muropa raJESU.
Ropa iri hatina chipomerwa pamusoro paro.
Rakava ropa rakakodzera zvokuti hapana kana rimwe ropa ringadeurwa kuritsiva.
Revelations 19 v 13-14
13 Ipapo mumwe waVakuru wakapindura, akati kwandiri: Ava vakapfeka nguvo chena
ndivananiko? Vakabvepiko?
14 Ndikati kwaari; Ishe wangu, imi munoziva. Akati kwandiri: Ndivo vanobva kukutambudzika
kukuru, vakasuka nguvo dzavo vakadzichenesa muropa reGwaiana.
Revelations 12 v 10-11
10 Ndikanzwa inzwi guru kudenga, richiti: Zvino ruponeso rwasvika, nesimba, novushe
bwaMwari wedu, novumambo bwaKristu wake; nokuti mupomeri wehama dzedu wakakandirwa
pasi, wakavapomera pamberi paMwari we du masikati novusiku.
11 ivo vakamukunda neropa reGwaiana, vuye neshoko rokupupura kwavo; havana kuda
vupenyu bwavo kusvikira parufu.
3.Ropa Mutengo
Acts 20 v 28
28 Zvichenjererei imi, neboka rose ramakaitwa vatariri varo noMweya Mutsene, kuti mufudze
kereke yaMwari, yaakatenga neropa rake.
Questions
Conclusion
Revelations 22 v 20-21