Professional Documents
Culture Documents
▪︎LIFE OF DAMBUDZO▪︎《Free Chapters》-1
▪︎LIFE OF DAMBUDZO▪︎《Free Chapters》-1
▪︎LIFE OF DAMBUDZO▪︎《Free Chapters》-1
Kule C
0775937782
0781003960 ecocash #
Chapter 1
"Nhai Gogo, saka nephone number
dzavo mhamha hamuna here?"
"Dambudzo chimbodziura
ndimbogocha kashiri kangu"
"Anga andituka"
"Saka, ndiwe watanga kutukwa here?
Ehe chero watukwa une kodzero
yekutukwa coz wakadzungaira stereki,
manje pano nhasi hauridye rinopisa"
"Pandinokubatira ndinokupisa
mudhidhi iwoyo ukasara uri pamhene,
wakawana ndakura fani ndingadai
ndakubata kare kare, iwe Chiedza
huyai mundibetsre kudzingirira munhu
uyu"
....
"Chiedza muzukuru"
"Ndini Gogo"
https://chat.whatsapp.com/FIuwV9Ohq
FZ05G9KVyDNfV
LIFE OF DAMBUDZO*
0775937782
0781003960
Chapter 2
Kumusha kwaGutu
"Hezvo aaah"
......
Ndakaenda kunotora badza ndokubva
ndaenda kunosakura, misodzi
yaingove mumatama angu, life yacho
yainge yandiomera ini... Asi
kwekuenda chaiko ndiko kwandaive
ndisina, hapana kana hama imwe
chete zvayo yandaiziva ini.
"Zvino ukuchemei?"
Ndakabva ndamutarisa kumeso
ndichibvunza kuti ndomuudza here or,
ndainge ndagumirwa ini.
Ndakapedzisira ndamuudza ndaida
help ini,
"Pakaipa bestie"
"Saka iwe wafunga kudii obvious pane
zvauri kufunga, ini hangu ndinoti dai
watsvaga kwekutizira, zvino uya John
handi wakamuramba here ukati haasi
we class yako, ungadai usiri kuchema
pluz Chipo angadai asina kuzotira
kunaJohn"
...
Story by Kule C
0775937782
Chapter 3
"Hiii"
"Hooo huu"
Zii hake.
"Waguta Givvy manje"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 4
....
"Nhai Gogo pano hapana chati
chabikwa here?"
*LIFE OF DAMBUDZO*
story by kule c
0775937782
Chapter 5
"Nhaiwe Dambudzo"
"Hee"
"Ndazofungisisa Gogo"
"Amboenderei nhai?"
"Babe am coming"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 6
"Ukutoziva paanogara"
"Ehe, ummm zvino Gogo nhasi havana
kundisiira makeys manje, rega
ndinonzwa Ronie"
"Vepano"
"Zvipi futi"
"Asika"
*Story by Kule C*
0775937782
Chapter 7
"Mhamha pano ndipo pamunogara
here?"
"Nhaiwe John"
"Hie John"
"Am good"
"Liliosa"
"Greetings Mam"
"Umm hapana"
"Ehoi Mhamha"
"But"
"Handina ini,"
"Ehoi Mhamha"
"Heya"
"No problem"
"Hello Mhamha"
"Ummm unoda type ipi yacho ye phone
nhai Dambudzo, iPhone kana Gtel"
"Marwara here?"
LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 8
"Haiwawo zvamhamha
ungazviteedzera here akomana,
ndisaita basa ndoita chii nhai?"
Ndakatotaura ndichinotora epron
ndokubva ndatoipfeka
Ndakabvunza
"Ndakanyora O level"
"Hoo ukatopasawo hako"
"Wainyenga vakomana"
Ndakabva ndasrkawo zvainge
zvangondiitira funny ini
"Ndatozvijaira"
"Ko Mhamha vakadzoka here?"
"Havana"
"Nhaiwe Dambudzo"
"Aaah ko madzoka"
"Sorry mom"
"But mom..."
Ndakasara ndotaura ndega munhu
ainge atorovera door kutobuda
hake....unopera strong...
Story by Kule C
0775937782
Chapter 9
Kumusha kwaGutu...
"Kulu tisvikewo"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
.Chapter 10
1 month later
Dambudzo
"Dambudzo wekwaGutu"
"Ndi Joe"
"So"
"Liliosa"
Ndakamusheedza ndokubva auya
achimhanya..
"Ndiani uyu"
"Ndi Joe achangobva kufona, nhai D
unogara kupi?"
"Masvingo"
"Kupi kwacho"
"Pangolin shops"
"Ibhoe"
"Yes"
"Nothing"
"Garden boy"
"Really"
Takazoswera tiri tose hedu, ko
ndaigomhanyira kumba kunodii
sekunonzi ndine basa rekunoita.
"Ndati urikubvepi...."
"Kuma....kuma"
"Handina"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 11
"No....chimbosara uchigadzirana
nemwana wako, after nhasi
wozondiudza kuti zvave papi besides
that toita hedu reverse deal"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by kule C
0775937782
Chapter 12
Mai D
"Liliosa make sure kuti D hamusi
kuzomupa chikafu nomatter what"
"Okay boss"
I laughed, zvaingove
zvekumanikidzira...
"Yes am okay,"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 13
Dambudzo
"Ko chikafu"
"Boss havapo"
Ndakagwesha ndokudzokera
pamubhedha wangu...hope ndokubva
dzatobata...ndakatozomuka ave
mangwana acho...ndokubva
ndadzokera kunorova door riye.
"Nhaiwe Liliosa"
"Ehe"
"Oooh babie"
Achindikisa muromo wake, pedzezvo
ndokutanga kundibata bata, ini hapana
kana chimwe chandaimbonzwa, after
couple of minutes akabva
angondibvisa humhandara hwangu
ndiko kuzondisiya ndirimo mubedroom
muye uku ndichingosvimha misodzi
isina magumo
Ngatisanganei
https://chat.whatsapp.com/GwVd2pQM
pmF0CYvH96fzmY
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by kule C
0775937782
Chapter 14
Dambudzo
"Relax babie"
"Aaah"
"This way"
Ndakamusiya achingonyemwerera ,
ndapinda mutoilet ndakaloka door
nemukati.
"Saka Boom anofunga kuti ndatove
mukadzi wake, ari kuzvifonera
haikona"
"Okay honey"
I said ndichinyemwerera...
"Mukadzi ndinaye"
"What"
*Life of DAMBUDZO*
Proof of payment
0775937782
Ndatenda....
Aya madetails evanoda kugara
vatenga, vachada kuzotenga enyu
madetails achauya
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Kule C
0775937782
Chapter 15
*BOOM*
Ndakaerekana ndamuvhara
nembama...
Story by Kule C
0775937782
Chapter 16
Kumusha..
"Nhaiwe Chiedza"
" heee"
" ehe"
*LIFE OF DAMBUDZO*
Story by Khule C
0775937782
Chapter 17
" tisvikewo"
Hapana akadavira painge pasina
munhu, ivo vachiona izvi vakasiya
vangodziisa pachivanze ndokudzokera
kumba kwavo...