Professional Documents
Culture Documents
MINAKO
MINAKO
Story Written by
Qini Mimie
~chimambokadzi~
27746092310
Chapter 1
Minako
"Pahushamwari hwenyu"
ndakakaruka ndadaro ndichidhaya
mugodhi mom ndokubva
wanditarisa.
"Hapana chakamboshata
pahushamwari hwedu apa ndini
ndakatokanganisa.Dai zvose zviya
zvisina kumboitika tichiri
kutowirirana"said mom.
"Unoda kuiwanepi"
Ndakatenga zvandaida
ndikapedza.Ndakaona kuti ndainge
ndashandisa Mari neye combi
sezvo mafuta aiti dhure, ndainge
ndisina yekudzokesa.Painge
pasina plan kunze kwekutimba
netsoka.Kwaive zvako nemufambo
asi ndaitozosvika chete.
Ndakatanga kupatimba pasi apa
kusvika tsoka dzave kurwadza.
"Kumbokuvhakachirai"he said
ndikabva ndaramba ndiri
zii.Ndakapinda mumba ndikabuda
nechikafu ndikada kumupa
akaramba.Akazoramba
achinditaudza ndichingopindura ma
one kusvika azoenda.
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 2
Minako
"Where is he?"
"Really!"
"Where is Avinash?"
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 3
Minako
"She's up to something.Why
urikubuda zve secret usingaudze
wanhu?" said Akiko andizive ainge
asvikawo nguvai.
Ndakafamba ndichienda
kuchaunga chevanhu handizive
ndaifungei chaizvo.Ndakapinda
mukati ndikaona Dad vangu
vakarara pasi vachibuda
ropa.Ndakaona umwe murume
ainge akavatsika negumbo rake
achiudza vanhu zvisina basa
achitaura pamusoro pa Dad.
Ndainge ndisati ndanatsa kuona
face yemurume uyu uye vainge
vakawanda.
"Hey you moron!! What did you do
to my father?How dare you?" I said
ndakatsamwa murume uye
kwakubva acheuka achinditarisa
ndikaona ariuya wekumbondibata
day riya ndichibva kunotenga
hove.Hapana chimwe
chandakakwanisa kuita kunze
kwekubuditsa fone yangu fast.
End of chapter 3
Read n share
https://chat.whatsapp.com/HERok2
Q0VZO9owmVpL3VQa
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 4
Akiko
Sometimes unotomboita
zvakashata usingazive uchida kuti
zvinhu ku side kwako
zvikunakire.Pamwe zvinenge
zvichitokodzerwa nemunhu
wepedyo kuti zvisakunakira asi
kana zvikakubata nesimba munhu
wepedyo uya anenge atova enemy
yako tochitanga kunetsana paye.
"Handizive Mom.Ndotonzwa
sekunge Minako ndiye
akandiparadzanisa ne bro yangu I
mean ndiye akaurayis,,,"handina
kupedza kutaura ndazorwa mbama
ndisina kuitarisira.Kaisave
kekutanga kupihwa mambama aya
ndaigara ndichingomamwaiwa asi
ndainge ndatojaira.
"I can't believe that my son can talk
rubbish in front of his own
mother.How could you Akiko?."
Said mom vatsamwa.Vakabva
vabuda ndisati ndapindura and
ndakaona vakaratidza kurwadziwa
kukuru.Ndakademba
nechandakazvitaurira asi tainge
tatorutsa kare.
Ndakanosimudza Devo
ndikamuudza chainge arovera
baba va Minako akati vainge vaba
Mari.
"Muchimbonyengerereiko kwaari
musiyei aripo" said Minako achiita
hake zvaiita.
Takazosvika kumba.Patakaburuka
Avi akatanga kumhanyira Mai
vake.Apedza akabva auya
kwandiri.
Ndakazopindawo mumba
ndikamhoresa vanhu ndokuenda
kunogeza.Hameno vainge
varimubishi rekundirongera
dhende.Ndapedza ndakadana Avi
ndikamupa foni ya mom vake
ndichimuudza anovapa.
End of chapter 4
Read n share
https://chat.whatsapp.com/ID63qW
7FoUtFXIiPjEig8l
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 5
Minako
Kuchiedza takamuka
tikanobatsirana nema maids kuita
basa.Paive nema maids maviri so
ini zvekuswera ndakagara zvaisave
mandiri.Ndichipedza Akiko akauya
kundiudza kuti ndigadzirire tipinde
mu town.
"Asi zuva radonha here zvowoda
kuenda kutown neni"
"Pakuriraiwo na Mom"said
Avi.Akiko akangondidzvokora
haana kutaura chinhu. Akapakura
akandipa.Ndakabva ndatanga
kudya ko kutye hangu.
End of chapter 5
Read n share
https://chat.whatsapp.com/CGSPnt
nxcFR5k7hM5ct90I
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 6
Janki
"Unomutsiura zvakadaro
ozosarudza ega decision yake isu
pedu sevabereki vake tinenge
takamuudza" said Dad vakabva
vatoenda.Mom vakabva
vateverawo.Pana Akiko ndaifana
kutozama kana kurikuzochema
ndochema hangu hazvina basa.
"Zvinengei" I said.
End of chapter 6
Read n share
https://chat.whatsapp.com/HERok2
Q0VZO9owmVpL3VQa
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 7
Minako
"Ndakaterera" she
said.Ndakatanga kufunga
matangiro ndikabva ndagadzirisa
pahuro ndokubva ndati.
End of chapter 7
Read n share
https://chat.whatsapp.com/DzLI0L8
zORg6Zlq8Rajx2b
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 8
Akiko
Ndaingozvimanikidza kuita
zvandisingade kurikuda kuti
Avinash afare.Kutaura chokwadi
Minako aindimara kunge
ndaimarwa nedzwara
dzeshumba.Tisingazotaure rough
yaaindi pindura ndainzwa kuda
kungokwapaidza munhu nguva
yacho asi ndaizvidzora.
Ndaingoona ndega kuti ndikadai na
Avi tinopesana.Saka zvose
ndaingoitira iye kuti afare.
"Ndichamboona" I said.
Takaona padondo(pamba)
pakamira mota ye police tikaona
Mom va Minako vakaiswa
handcuffs.Minako paanoona izvi
anobuda mumota achimhanya
kuenda kunobata Mom vake asi
anosairirwa kwakadaro uko nema
purisa.
Takawaridzirwa tikabva
tarara.Lucky magumbezi acho
airatidza kuti ainge abuditswa
muchi bag chacho aisanhuwa asi
dambudziko rainge rave rekurara
pasi.Yaive na 3 room imba yacho
kuti bedroom,room yairara Minako
ne dining.Isu takarara mu dining
pasi ndakasvotwa.Tsvekuti Minako
arare ega pasi isu torara muroom
make nxcaa.
Kunze kwakazochena ndaita
kurwadziwa nyama idzi.Zvinhu
zvangu zvekushandisa kana
ndafamba rwedzo ndaigara nazvo
mumota. Ndakaisirwa mvura
yekugeza ndikanogeza na
Avi.Ndiye aitoita ndibvume kuita
zvimwe zvaitondisemesa
kuita.Ndainge ndatononokerwa
nekuenda kumba ini. Takazonwa
hedu tea uye chikafu
chandakatenga ndicho chataidya.
End of chapter 8
Read n share
https://chat.whatsapp.com/Guz4Myl
Ba43ANAiV7tdfaj
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 9
Janki
Ndakangovavhara ndikabva
ndaenda kuroom kwangu nekukiya
door.Ndakatora pic ra Akiko
ndikatanga kuritsvoda
ndikamborara pa bed
ndakarimbundira.
Handina kuzogarisa
ndakazobudawo ndakunzwa
nzara.Pandakadarika nepa room
pa Om pane zvandakashaisha
kunzwa zvaitaura. Ndaitoda
kunzwisisa kuti yaive nyaya yei.
Ndakamirapo pa door ndoteya
ndeve dzangu,,
"Usanyebera kudzungaira
wanzwa.Dakumamisa nhasi
uchandikanganwa kuti tozvarwa
tose" I said ndikaenda kwainge vari
vakada kutiza ndikavabatira pa
door.Ndakanzwa simba rakawanda
nguva iyi ndikatanga
kumubika.Takarovana iye
akapedzisira
asingachadzoseri.Ndaizviziva kuti
kurova kushoma maari hatozvigone
asi pride ndoyanogona nekungoita
ma deals echibhinya.Ini kurova
ndaizama hangu kwete kuzama
ndaitorova nekuti zvekujairirwa
ndaisada.
Om akadaidza Mom aona kuti
akufira mumaoko mangu.Mom
vakauyawo vachimhanya
vakasvikondibvisa paive na Om.
"Pandakamunyararira pakakwana,
ndikangobuda muno chete arikufa
mwana wenyu iyeye.Zvichida
ngaatobve hake pano zvikasadaro
ndini ndichabva
pano.Handingagare ndakabatirira
hana yangu mumaoko ka ndichitya
kuti Om anoda kundichekeresa"
ndakarutsa mashoko kani ndiri
muroom mangu.Chainyanya
kundirwadza ndechekuti Om is my
bro ondirongera zvinhu zvakadai.Ini
mwana wa amai vake.Kana
mukaona munhu akadai anenge
achiri bro here kana demon.Kana
aifunga handigone kumurova nhasi
azviona.
Ndakabva ndaziva kuti munhu
atanga amboda kuvhura door
rangu ndiye Om achida kuona
ndirimo here or handimo.Hasha
dzandainzwa nguva iyi ndakatadza
kudzidzora weduwe. Ndakazozwa
door kuda kuvhurwa ndikamhanya
kunomira seri kwe door.Mom
vakapinda vakaenda ku bed
vachinditsvaga ndikabva
ndatobudawo.Ndakatanga kubvaga
Om muroom make ndikamushaya.
"Jan is right.Kumusha
ndirikutotyawo kuti anozoita
zvimwe sezvo zvanondiita pano ini
Mai vake kwakuzoti varikumusha
anozovaita sei" vakadaro Mom.
"Takakuregerera kakawanda Om
but not this time" I said ko
ndaimboona here kuti face yake
yainge yazvimba nekumurova
kwandainge ndamuita.
Nguva shoma police yakasvika Dad
vakataura nyaya yavo Om
akatorwa.Dad vakanzi vauyewo ku
police pane zvaidiwa kuitwa
vakabva vaenda vose.Om
akapedzisira anyarara hake
ndaitoda adzidze nekuti
tikangomuregerera nguva dzose
apana chanodzidza.Saka
punishment sometimes
inotombodzidzisa munhu.
"Unonosangana na inspector
Rongo ndivo vane nyaya iyi" he
said and ndaivaziva hangu Mr
Rongo vacho.Ndakanogadzirira
ndikabva ndapinda munzira.
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 10
Minako
"Ndokufonera Janki
ukandimhanyirira ndozotadza
kuziva zvekuita.Ndipe nguva
ndichinatsofunga tsoro inobudirira
nekukasika" I said.
"Uhm,uhm,uhm"rakadaro voice
raigadziriswa uye munhu wacho
airatidza kuti ainge asvika pedyo
nesu.Ndakacheuka ndikashamisika
kuona ari Janki.Ndakaona kamwe
kamutarisiro kakandiita kuti kaive
nechirevo asi iye
aingonyemwerera. Ndainge
ndongoti dai akasafungira zvisizvo
pane zvainge aona pandiri na
Akiko,,,
End of chapter 10
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
zvavo kupa ma CMNTS pindai
umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 11
Minako
Janki akazongoamba
nekumbundikira Akiko.Akiko wacho
haana kumbundirawo back apa
airatidza kutonyara
hake.Ndakazviudza achajaira.
"Hi Minako" said Janki.
"Zvii izvozvo"
"Wanonokerei" he said
"Sorry" I said.
"Ndaita sei"
"Urikushaya kwekuenda
here.Wabvirei pana Janki"
"Hezvo.Katokubatasu kanyaya
ikako.Janki is your friend.Zvobuda
here kuti shamwari yako ishaye
wekutaura naye pa birthday
remwana wako.Handi unofana
kuita kuti anzwewo kufara
nekusununguka here.Izvozvi
atokasika kuenda nekuti haana
kuwana mufaro" I said.
"Ndiudzei Mom"
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 12
Akiko
"What?" I said
"Yes"
Zvikoro zvakazovharwa
ndichingodanana na Janki ivo vasiri
kumirawo pama deals avo. Rimwe
zuva ari manheru pa door pangu
pakaita knock ndikanovhura
ndokuona aive Minako.
Ndakatoshaya aidei ndikamupa
mukana wekuti ataure nyaya yake.
Takasvika zvinoitwa
zvikaitwa.Pakatora nguva vanhu
vachimbogadzirira muchato usati
watanga.Muchato wakazotanga
zvavo Janki akaendeswa kumberi
ini ndichiendawo. Mufundisi
akatanga kutaura nguva refu
tikasvika pakuneta
takangomira.Yakazotanga yacho
nguva yakange yakamirirwa
nevanhu vese.Foni yangu yakarira
irimuhomwe ndikasiya
yakadaro.Yakarira futi ndikaibuditsa
kwakuona aive Minako.Janki
akandibvutira akatarisa.
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 14
Minako
Ndakasvika kuchipatara
ndikafonera Nivi ndichida kunzwa
kuti aive nechepapi akabva
andiudza.Ndakasvika ndichiona
Nivi neumwe musikana wandisina
kunzwisisa kuti aive ani vakamira
panze pe ward yairatidza kuti
ndimo maive na Avi.
"Nivi is my Son alright?" I said
ndichiita kukwata nekutya.
"Monty Mslanga,he is my
boyfriend" she said ndikabva
ndadzikama hangu apa Lavanya
wacho aitove cool hake.Kuti
handisa kutotanga ku commenter
munhu sezvandakaita pana Janki
here ndichifunga munhu akanaka.
Zvimwe nezvimwe uyu aitove
neface yairatidza kuti munhu boe.
"Oky" i said.
"Minako!"
Mangwana makuseni
ndakamutswa ne knock pa door
ndikanovhura ndikaona aive Akiko.
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 13
Minako
"Ndakazobva kunohodha
mwanangu wakaita basa.Dai usiwe
andizive basa rangu raizosimukira
rini" she said.
Chakandishamisa ndechekuti
panze paive nemota 3 ndakashaya
imwe ndeyaani sezvo Aunt Bee na
Bamukuru Rob vainge vane
dzavo.Hapana wandakakwanisa
kubvunza kunze kwekunyarara.
Ndakazomuka ndichiona
ndakaradzikwa pa sofa.Ndakaona
maid wepamba apa ainzi Ayanda
aindimwaya mvura
kuchiso.Ndakatanga kuchema
pandakamuka.Ayanda akapinda
busy kundibvunza chaitora
nzvimbo.Ndakamubvunza kwaive
ne foni yangu akanotora akandipa.
Ndakafonera Akiko sezvo ndainge
ndotadza kuziva zvandaiita.Akiko
wacho haana kubata call
yangu.Ndakakumbira Ayanda foni
yake akandipa ndikafonera Akiko
asi foni yakanga yaratidza kuti
yadzimwa.Ana Nivi ku holiday
kwavainge vari kwaisave kure
paitove mu place
mataigara.Ndakafona kuna Nivi
ndichibvunza kwavari akandipa
address yekuchipatara
kwaaive.Ndakaudza Ayanda
zvaivepo akanzwawo kushamisika
nazvo,zvekuti ndainge ndakapfeka
sei handina kumbozvitarisa.
Ndakamhanya muroom mangu
ndikatora Mari ne purse
kwakutobuda ndakananga
kuchipatara,,
End of chapter 13
[4/18, 8:36 PM] King Lee:
https://chat.whatsapp.com/Ej70MS
7ra964QRhx98OTR1
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 15
Janki
"Dambudziko raunaro
hautereri.Kangani kandakakuudza
na Dad vako vakakuudza futi kuti
usiyane na Akiko.This is your
results.Wakati promiser kuti
hauchemi so stop it " said Mom.
Mazuva akafamba
ndakambonyarara hangu ndichida
ana Minako vasafunga kuti pane
yandiri kuronga.Kana iye Minako
kubasa akangouya zve one week
ainge asingachauye. Kuti
ndibvunze ndaisatodawo ndaida iye
andiudze kuti why.Ndaida
vatombokanganwa kuti kuna
Janki.Rimwe zuva iri weekend
masikati foni yangu yakapinda call
ndikaona yaibva kuna
Minako.Ndakatonzwa kamoyo
kachitambirira kanonokerwa
nekuda kunzwa mashoko ake.
"Hello" I said
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 16
Akiko
Takambundikirana na Monty
tichifara ndikambundikira Mom
vangu. Pandakangovatarisa
ndakabva ndarangarira mashoko
avo vachitaura kuti kana Baba va
Avi vakatsamwa vanogona
kumutora.Ndakabva ndatotanga
kuchema ipapo ndikatomborara
pamakumbo a Mom vangu.
"Tell me Akiko,Tell me
please,,Where is Avi,Where is my
Son,," she said akutokwata
ndikabva ndamumbundikira.
"Ok" I said.
"Are you okay?" she said.
End of chapter 16
[4/18, 8:36 PM] King Lee:
https://chat.whatsapp.com/HERok2
Q0VZO9owmVpL3VQa
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 17
Minako
"Ok"
"Ok"
"From now on you won't hide
anything from me oky" he said
ndikabva ndamutarisa.
Ndakatombokwata
ndakangomutarisa iye
akanditarisawo.
"Ok"
"Wakambozvizama ma results
akabuda seauri kutaura here?.I
was not that bad zvekuti ndotadza
kunzwisisa kana ukataura zvine
musoro.Nyangwe hazvo
waizofunga kuti ndaiita because of
Avi asi ndaingokubatsira wani.
Wakambotsvaga help yangu
ndikakudzikisira here or ndikatadza
kukubatsira,,zvekuti ungabva
vanotsvaga help kuna Janki ne
deal risina nebasa.You should've
not done that Minako especially
kuna Avinash.Tarisa condition yaari
because of you.Wototenda kuti zita
rako riri safe kwaari nekuti
akazvinzwa handizive kuti chii
chinoitika kwari,,"
"Wakatozviitaka urikuchemei
ipapo.Zvichitoda enda wega
unomuudza zvawakaita nekuti
akazozvinzwa ega you know Avi
very well " he said hana yangu
kwakurova.Hino ndaipasvika sei
pamberi pa Avi.
Nguva yese iyi ndainge ndakaita
zvekupfugama pana Akiko
ndichichema.Ndakasimuka
ndikaenda pamberi pake ndichiita
kudedera nekutya.
"Hapana chinoitika.Chandoda
ndechekuti azive tose takatadza
tokumbira ruregerero toita zvanoda
zvinenge zvavanani" he said.Moyo
wangu waindirambira asi apana
zvandaizviitawo kunze kwekuita
zviripo.Ko tisuka nyakuzvitanga.
Takatorana na Akiko tikabva
tabuda takananga kwaive na
Avinash.
"Zvakaoma" I said.
End of chapter 17
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
kupa ma comnts pindai umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 18
Minako
"Avi chekutanga ndokumbira
undiregererewo pakukanganisa
kwandakaita.Kutaura chokwadi
ndaisada kuroora Janki.Raive
game randainge ndakaronga
ndichida kumunyadzisa pamberi
pevanhu sezvo ainge akanditadzira
zvikuru.I know kuti pakanyanya
kukurwadza ndepekuti
takakuendesa ku holiday tisina
kukuudza nezvenyaya iyi.Ndosaka
ndakakuendesai na Nivi sezvo
muchivadiki ndaisada muone
zvandaida kuitira Janki.Ndoyega
nyaya yangu pakatangira nyaya
yekuti ndisvike pakuda kunyadzisa
Janki uchazvinzwa kuna Mom vako
ini pangu ndapedza"he said akabva
abuda.Ndakasara ndakatuzura
ndikaona Avi akatonditarisa amirira
kuti nditaurewo zvangu.
"Why"
"Waurirei muno?"
"Todini"
"You!!"said Akiko.
"Oky"
"No,,"
"Am I tell you that I love you usati
waita deal rako?"
"No,,
"Shut up Minako"
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 19
Avinash
Ndakazopepuka ndichiona
ndakasungurirwa pa chair
ndirimuimwe room.Ndainge ndisina
kumbovharwa chiso.Ndakazorohwa
nehana ndichiona ma pic a Mom
vangu akazara mumadziro eroom
iyi.Ndakaona amwe acho
akazorerwa zvered kunga ropa
amwe acho akaiswa zvima
X.Rimwe racho rakaborwa
pamhanza pavo rimwe rakaiswa
banga padumbu.Ndakavhunduka
pandakaona izvi ndikatadza kuziva
chirevo.
"Nxo,nxo,nxo,nxo,nxo,,,Avi my
dear, you're not going anywhere
until ndapedza zvandiri kuda
kwauri" she said.
"Uchanotsvaga zvekunyeba
wasvika kumba kwenyu panyaya
ye kidnapp iyi and usatombopinza
hako zita rangu.Urikuona
sezvirinyore coz apana
zvandakuita.Uende unoita
zvemumisoro wako wanzwa.Mese
munyengedzane kuti muende
kumapurisa muzondibata.Ndine
vanhu hobho vandiri kufamba navo
munyaya idzi saka one ari pauri
one pana Mom nezvimwe zvandisi
kuda uzive. Handikuudze
zvandakaronga ndikuda utange
waita zvandisina kukuudza toswera
takutochema Mom vako
usingafungire kuti ndonzira
yavakazofamba nayo." She said
ndikabva ndatanga kukwata.Iye
akabva anatsogadzirisa pahuro
pake ndokubva andiudza zvakaita
misodzi yangu iyerere sezvo
ndirimunhu asingabuditse musodzi
zvisina basa.Kuona ndachema
zvinenge zvarema.Janki
akandiudza kuti,,,,
End of chapter 19
Drop your comments
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
kupa ma cmnts pindai umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 20
Janki
"Devo arikuzozvibhadhara
zvaakaita pakushandisa Om
apedza oda kumuuraya.He will pay
for it" I said to myself ndikabva
ndasvika pamba.Pandakaburutsa
Om Mom vachiona vakachema
vachisvika kundibatsira kuisa Om
mumba.
Ndakazotomuka ndichiona
arimakuseni ndakarara muroom
mangu.Musoro waiita kurwadza
ndingatoti muviri wese ndaisanzwa
zvakanaka.Ndakabva ndatodzoka
futi kurara.
Ndakazotomutswa nembama
yakandimhara padama pangu
ndikasvinura ndokuona vaive Mom
vangu.
"Janki unondinyadzisirei
kudaro.Shuwa kubva wadhakwa
zvekusvika pakuunzwa pamba
nevakomana.Haunzwewo
kunyara?" she said ndikabva
ndasimuka ndakavatarisa
"Ndiani akandiudza pano?" I said.
End of chapter 20
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
kupa ma cmnts pindai umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 21
Minako
"What happen?"
"It's nothing kunze kwachena" I
said
"Where is my Son?" He
said.Handina kudavira
ndichingochema.Akandibvisa
pamberi pake akanditarisa
ndokubva andipukuta musodzi
yangu.
"Chii chirikunetsa"
"I'm sorry.Ndaisaziva
zvichamutsamwisa kusvika apa.I
hate your tears Mom please don't
cry" he said.
End of chapter 21
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
kupa ma cmnts pindai umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 23
Janki
Ndakagadzirira ndikapedza
ndokutora chidhuku chinovhara
face yangu ndikabva ndabuda
ndakananga ku police.Ndakasvika
ndikataura kuti ndoda kuona
Devo.Vakandibvumidza ndikabva
ndaendeswa kuimwe room yema
visitor.Ndakagara imomo Devo
ndokubva aunzwa.Pandakamuona
ndakada kumujambira hehasha asi
ndakaona kuti ndikazvitanga
ndingatotadza kutaura
zvandafambira.
"Hie Babie" he said achigara hake.
"Welcome Devon,,Now
ndopaukufana kuziva kuti
ndombonzani chaizvo" I said
ndakatorova serious
ndichitogadzirisa pfuti yangu.
Chaindishamisa ndechekuti
akaziva sei kuti ndakabvisa
mimba.Ko kuona ma goons ake
panzvimbo yandainge ndaronga
kuti ndichamuuraira akazvironga
sei.
Shamwari ya Devo
yakanondikanda pamberi pa Devo
ndichiita zvekupfugama nemabvi
sezvo Devo ainge achiri
mumarwadzo.
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 22
Minako
"Ndiudzeiwo zvamukuseka"
"Ndakateerera"
"Ndoda kuroorwa na Someone" I
said iye kwakubva atochinja
face.Ndakatanga kuseka asi iye
akaramba akasunga face yake.
"Listen to me Mom.If
mukangoroorwa n,,,,"
"Calm down you fool" I said iye
ndokubva anditarisa.Ndaiziva
zvaida kubuda mumuromo make
apa zvaizondidzimba moyo
ndosaka ndakakasika
kumudimbura.
"But murikufarirei?"
"Oky"
End of chapter 22
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *Vanoda
kupa ma cmnts pindai umu*
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 24
Akiko
Zvatakazoona pamuchato
zvakanyadza vanhu vose.Kudai
zvakazovharisa muchato zvisizvo
zvakazoitika ini ndainge
ndatoronga kare kuti handisi
kuzosiya Minako achiroorwa na
Devo. Zvaisandinetsa zvekuvharisa
muchato asi zvakatovharwawo
nerimwe divi.Chaindibhohwa
ndechekuti Minako wacho aitofarira
kuroorwa na Devo.Kana Avi
ndaiona achifara handizive aifarirei
sezvo akati haadi Mom vake
varoorwe neumwe murume.Ndipo
pandakazofunga kuti paifana kunge
pane secret chete sezvo Minako
asina kumbodanan na Devo.Ko
aizobvuma sei kuroorwa naye
ndakatofungira iye kuti anenge aka
player video coz ndakaona
achiseka pandakamubvunza kuti
ndiye munhu waida kuroorwa naye
here.
Neniwo ma feelings aingondikurira
pese pandaingotarisa Minako.Imwe
pfungwa yaingondiudza kuti
ndimuudze zvaive pamoyo pangu
imwe yaiti haisiyo nguva.Rimwe
zuva ndakaenda kuroom kwa
Monty ndichida kumubvunzawo zve
love izvi kuti zvakamira sei.
"Ok zvirimunzeve"
"Munongorongawo something ka
place kari nice kusina noise
moenda muri two moudzana
ikoko." He said ndikaona zvaibuda
coz ndaitoda kusina vanhu kuitira
akazondiramba hapana nozvona.
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 25
Minako
"Ndiudze zvakaitika"
"Mom varipi"
"Kuda kwangu
Minako.Ndakanyengererwa nedoro
ndikatengesa life yako kuti ipinde
mudondo ini ndichiziva Devo is not
a good man.Forgive me my child"
he said ndikabva ndavasimbisa.
"Uchinge wakambozvitangireiko
iwe Bee.Listen,,zvawakuda
kutanga zviri dangerous.Unogona
kutopenga because
wakazvirombera" said Bmkuru
Rob. Takatarisana na Dad
nezvaitaurwa izvi.
"Kundirova apana
zvakunobatsira.Remember
takauraya vanhu nekuda
kwehupfumi hwatave naho.Hupfumi
uhu takahuona neropa revanhu
kwete ne hubenzi hwawave kuda
kutanga. Now wakutaura zvekuti
unoda kunoreurura.Ok fine enda
unoreurura tione pakave
nechinochinja. Unogona
kutongofira mukureurura imomo.
Remember sekuru mbongo vakati
tisakanganisa asi iwe ndozvauri
kuita"
Ndakaramba ndakavatarisa
ndichizama kubatanidza chainge
chaitika.Ndipo pandakazorangarira
mashoko aitaurwa na Aunt na
Bamukuru Rob.
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 27
Akiko
Ndakazopepuka ndichiona
ndirimuchipatara ndakarara pa
bed.Musoro wangu waiita
kurwadza zvisingaiti.Ndakaubata
ndikanzwa wakakomberedzwa
bandage.Ndakazama kurangarira
zvainge zvaitika zvose zvikadzoka
mupfungwa dzangu.
"Hummm,,hummm,,hmmm" said
aunt va Minako vachitadza kutaura
sezvo tainge takavavhara muromo.
"Jill tanga nekuvabvunza
zvandataura" I said ndichiudza Jill
sezvo ainzwa nema earphones.
"Muudze zvandataura
ukangomuudza zvandisina kutaura
unondiona" said Jill aunt
kwakufonera Rob vachitaura
exactly zvataurwa na Jill.Gerry na
Jill vakabva vatoenda kunogarira
Rob ku bridge.Pasina nguva
vakabva vauya na Rob
vakamuendesa maive na Tete va
Minako.Ana Jill vakazotanga basa
kusvika aunt na Bamukuru
vakutanga kufumurana
vachireurura.Ndakaona Minako ave
kuchema ndikamusimbisa.
"Jill is right.Unosimbotibatsirawo
kubasa uko so usazvinetse.If you
need any help from us please
usarega kutiudza.Anyway I'm sorry
nezvamakaitwa nevanhu ava
really,, it's very painful" said Gerry.
https://chat.whatsapp.com/Czx1R3
erucXG2MMaGBPqD5
*Follow our channel link*
https://whatsapp.com/channel/0029
VaQqqkpD8SDtJ6rpk83e
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 26
Minako
"Minako listen,,,"
Takazosimuka tonanga
kumota.Akiko akaita kundivhurira
door ndikabva ndapinda
hangu.Apakapindawo akabva
atanga ku driver.Akabva a player
nziyo yerudo tichimbotarisana hedu
tichinyemwererana. Ndichiri
mukuzvifarira kudaro ndakabva
ndapindwa nepfungwa iya yekuda
kuudza Akiko zvakaitwa neve
family yangu.
"What's wrong babie.Why do you
look so worried?" he
said.Ndakamutarisa ndichishaya
kana pekutangira.
"Akiko,,"I said
"What?"
End of chapter 26
Read n share
[4/18, 8:36 PM] King Lee: *
[4/18, 8:36 PM] King Lee:
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 28
Janki
Manheru ndakapihwa
zvekushandisa
pakugeza.Ndakaenda hangu sezvo
ndaitodawo kugeza.Maive
makanaka hamo mumba
umu.Ndakatanga ndatsvaga
chingaite ndibude asi
ndakachishaya.Ndakazotanga
kugeza ndikapedza.Pandakati
ndipfeke hembe dzangu
dzandainge ndasiya pa door
ndakaona pasisina pave
nedzimwe.Hapana
zvandakakwasisa kuita kunze
kwekutora dzaivepo
dzacho.Pandakada kuti ndipfeke
ndakashamisika kuona kari ka night
dress kadiki kanoperera
makakatangira. Kaijekera zvakare
zvekuti unoona zvirimukati.
Ndakabva ndagara pasi
nekupererwa.
"Tawirirana here.Ukafarisa
hauzovaone zvachose" he said.
"Yes.Ndakatozvizivawo manje
manje. Ndakatsamwa kuti baba
vakasiya amai vangu chiona
kutambura kwandakaita kusvika
ndazosimudzirawo life yangu
nekungwavha ngwavha muchi
gangster imomo.Ndipo
pandakabatwa nedemon
ndikanouraya mukadzi wa baba
vangu wawainge vave naye iyeye
waakaita asiye Mom
vangu.Kusaziva kuti Robson
aitovewo gangster hombe bhinya
rinotyiwa nevanhu apa aitove ma
friends na boss vangu
vandaishandira zveu gangster.
Ndaisazviziva zvose izvo ndipo
Rob paakazozvibata kuti ndini
ndakauraya Mukadzi wake .Iye
aisatoziva kuti ndaive mwana wake
nanhasi handina
kutombomuudza.Handaisada kuti
hazvione sekunge baba
vangu.Akabva atoita ma deals neni
kuti ndiroore Minako ameno
zvavaida kuzoita Minako
wacho.Pane pandaizorora sister
yangu here.Saka changu
ndaingoda kuroora Minako wacho
zvavaida ndototiza hangu kuenda
kure but hazvina kutamba
sekudaro.Kana ivo Dad vakangoti
zii ndaiti pamwe vachandipa imwe
punishment sezvo ndakutovatyawo
kudai.Ndakatofara zvisingaite kuti
ndakatosiyawo Life ya Minako apa
ndakamutadzira sei ndisingazive I
sister yangu.Kutoroora kwandaida
kumuita ndaitotyawo kuurawa na
baba vangu saka ivo vakati vanoda
kushandisa Minako
ndaizotongomusiya mumaoko a
Dad vangu then ndochitiza ko
ndaida kudiiwo ndichityira yangu
life."
End of chapter 28
MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 29
Minako
"Wow,ko murikutadza
kundidaidzwo" he said akabva
auya achitidzosa pamwepo na
Akiko akabva atimbundikira
tose.Ndakaona aifara zvisingaiti.
"But,,vangandibvume here
nezvandakavaita" he said ndikabva
ndaseka.
"For what?"
"Wakaziva sei"
"Hauna kumbotitadzira
mukwasha.Usazvinetsa
nekukumbira ruregerero" said
Dad.Ndakabva mdatovaudza
zvekuti imbwa dziya
dzakazovharirwa.Vakanzwa
kusununguka asi ndakaona kuti
Dad vainge nemutoro.
Takazotodzoka kumba
manheru.Akiko akasiya azivisa
zuva rema roora.Ndainzwa kufara
kuti ndini ndainge ndoda kuroorwa
zvakare.
"Avinaaaaaaaaaaaash!!" I said
ndotanga kumhanya ndichienda
kwaive ari Akiko achiteverawo
sezvo taitya kuti anogona
kutendekwa pfuti takasvinura..
"Hatingatadziswe kufara
nemuwengi Satan ainge oda
kuvhiridza zuva dzvene revana ava
handei kuma dance tione" said Mai
mufundisi. Vanhu vakafara
vachisumuka tose tichibuda kuenda
kuma dance.Takapiwa nguva yedu
yeku dancer na Akiko.Vanhu
vaifara kani kuita sekunge pasina
kumboita mashiripiti. Takapedza
kudancer vanhu vakabva vaenda
kunodya.Muchato wakazopera
manheru vanhu vakaparadzana
vachienda kudzimba dzavo.Ini
ndaiti tichaendawo kumba sezvo
ndainge ndaneta izvo kwaani.Akiko
akazotondiudza tave mumota kuti
tave kuenda ku honeymoon,,,,
End of chapter 29
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Chapter 30
Narrator
Aunt Bee na Bamukuru Rob ndivo
vainge vakaita kuti Baba va Minako
vaite rombe nekuromba kwavainge
vakaita.Godo neruchiva ndizvo
zvakavatuma kuti vabate mabasa
erima.Vairwadziwa nekubudirira
kwaiita Baba va Minako panyaya
dzema business dzavaiita
nemwana wavo Yunaki.Ndosaka
vakauraya Yunaki then vochiitisa
baba va Minako rombe ivo
vochitoita hupfumi.Minako ndiye
aida kuurawa pachinzvimbo cha
Allen(baba va Avinash) asi
vakatadza kumuuraya vakabva
vauraya murume wake vachifunga
ndiyo weakness ya Minako asi
vakaona kuti hazvina kubatsira
pakuuraya murume wa
Minako.Vaida kuti vakauraya
Murume wa Minako anobva
apenga njere asi Mom va Minako
ndivo vakamira nemwana wavo
vachimusimbisa kusvika akuziva
zvanoita.Anatete vakazama
kuuraya Minako vakazama kuuraya
mwana wake Avi asi zvakashaya
basa.Ndipo pavakatosanganawo
na Devo aitovewo akapara mhosva
kwavari.Akabva anzi aroore Minako
sezvo paine zvavainge vagadzira
kuti Devo akangoroora Minako
zvavo zvinobva zvaita asi hazvina
futi kubudirira.
*Akiko*
••••••••••••
Muchato wakazotambwa
zvakanaka.Janki akada
kumbovhiringa asi zvakashaya
basa. Ndopandakanatsoona kuti
Avi pane zvinombomubata
chete.Kudai asiye akatema Janki
andizive kuti paifiwa here coz
ndaisarega Minako achibaiwa.Ini
ndainge ndagadzirira kuda
kuvharidzira Minako ndobaiwa
hangu asi Avi
akazviramba.Tingatoti Avi akati
saver tose nekuti chinowira Minako
ndicho chandainge ndisingade.
"What?"
End of chapter 30
*MINAKO*
Story Written by
*Qini Mimie*
~_chimambokadzi_~
27746092310
Final Chapter 31
*Minako*
Nechemumoyo ndaingozvitongesa
kuti asi ndatadza kubata Akiko
zvakanaka here zvotodzokera
kumba pasina zvataita.Ko iye Akiko
wacho kuti pane zvaaimbofungawo
here.Ndakazotosiyana nazvo ini ko
ndaichada kudii isu tainge
takutosvika kumba.
"Akiko wakagona
nezvawakaita.Tainge tichirikumuda
muroora wedu uye wakazadzikisa
shuviro ya Avinash my
grandson.Ndanzwa gogo vacho
vachiti ndoshuviro yaive ne Avi and
ndanatsoona kuti arikufara
zveshuwa" said Father in law.
"Urikudei?" I said.
"Promise me."
Ndakaenda ku bathroom
ndichishaya ndoita sei sezvo Monty
ati Akie hazive zve love.Ndakaona
airevesa coz Aki haasati
akambodanana nemunhuka kana
kuroora.Kuti ini ndimuitire zvese
kwandiri
zvaisandiitira.Ndakavhurira mvura
ndikabva nda screamer zvishoma
ndakabata kutsoka
yangu.Ndakanzwa door ku knocker
handina kuvhura.
Ndakazopepuka ndichiona
ndirikuchipatara. Maive musina
munhu ndaingove ndega.
Pandakada kusimuka ndipo
pakapinda family yangu ichiti
"Congratulations" ndakatanga
kusekerera vakabva vandiudza kuti
ndainge ndane pamuviri.
Ndakazokwanisa 9 month
ndikatambira mwana
musikana.Vanhu vakafara kani.