Download as docx, pdf, or txt
Download as docx, pdf, or txt
You are on page 1of 1

Mubvunzo Pamusambo Wechishamwari

1] Inini ndaona mutsvagurudzo yangu kuti shamwari dzakawanda dziri


kuseurana makotsi , dzichipanana zino irema . Ndizvo here zvinofanira kuitika
pamusambo wechishamwari ?

2] Vadzidzi vandino dzidza navo vakawanda havachina basa nechikoro , vamwe


vacho vaitombovawo vana vane tsika , asipavaka shamwaridzana nedzimwe mbeu
havachazi vana kwavo ,vatorwa nenyika . Shamwari inofanira kuvaka upenyu
hweshamwari yayo kana kuti inofanira kuputsa upunyu hweshamwari yayo ?

3] Rudo wemuimba yandinodzidzira umwe musi aichema ndikamubvunza kuti


wabatwa batwa nechii mwana mudiki kudai , akabva ati shamwari yake Brenda
yakanga yamuti apote achigeza . Paushamwari vaviri ava vanobvumirwa here
kutsiurana ,uye atsiurwa wacho anofanira kutora sei mashoko acho ?

4] Rimwe zuva ndakaenda kumba kwaambuya vangu vakabva vandiuza ngano ,


mukutaura uku vakandiudza nezve shamwari yavo . Vanhu vakwegura
vanotenderwa here kuita shamwari tichitarisa musambo uyu ?

5] Sekuona kwenyu mungakurudzira here kuti shamwari chinhu chakanaka


muupenyu , uye sei madaro ?

You might also like