Professional Documents
Culture Documents
Shuviro Yangu-1
Shuviro Yangu-1
1
PALMER
Copyright © 2018 Dr PN
All rights reserved. Sharing and lending of this book by any
means is strictly prohibited. Sharing will result in
imprisonment if caught.
ACKNOWLEDGEMENT
Where do I begin? The last two years have been a total
whirlwind. It's honestly hard to believe it's been two full years
since I became a published author. Since that was the one
thing I wanted to be since I was at school, I never thought I
would be able to achieve that at 24. But I owe it all to all of
you. Many of you don't know this but if it wasn't for all of the
continued support, I probably wouldn't have followed
through with actually publishing my book. Putting my writing
out there was scary... it still is. Two years ago I took a gamble
and posted on Facebook how I was near completion of my
very first book [NHERERA NDIMAMBO I would want to
publish. Only a few reacted to the post and I thought to
myself, "who is even going to read this thing?" I questioned
my writing and the idea of publishing it for a while. Then as I
dove deeper into my novel, I decided to I would publish the
first chapter unedited on FACEBOOK to see what would
happen. I don't know what I was expecting - well, I do, I was
expecting people to not even read it. So when so many
people reached out saying they wanted to read more, I was in
2
PALMER
CHITSAUKO 1
Handina kunge ndazviona kuti ndiye,nguva yese
yandainzwa bhero remota richirira ndaingotiwo hameno kuti
ndianiwo ari kuridzirwa, ko mota ungadzipedza here.
3
PALMER
4
PALMER
5
PALMER
6
PALMER
7
PALMER
8
PALMER
9
PALMER
10
PALMER
11
PALMER
12
PALMER
13
PALMER
14
PALMER
15
PALMER
16
PALMER
17
PALMER
18
PALMER
19
PALMER
20
PALMER
21
PALMER
22
PALMER
23
PALMER
24
PALMER
25
PALMER
26
PALMER
27
PALMER
28
PALMER
29
PALMER
30
PALMER
31
PALMER
32
PALMER
33
PALMER
CHITSAUKO 5
Ndakademba kuti zvimwe dai ndakanga ndasvuura riri gavi
remutondo kana mupfuti wakati simbei asi vakuru vakati
yadeuka yadeuka. Ndakaedza kuringa kuti zvimwe ndingaona
pane muti waigona kusvuurika gavi asi ndakaona kuti zvaiva
zviroto, masamba aiva asiyana.
Pakabvunza Nathan handina kupindura ndakaramba
ndakanyarara ndichishaya kuti zvino ndomuti kudii? Zvino
zvaainditi buruka uuye kuno ndaizofamba naye seiko
dhorobha rese ndakakwiridzira trouse neruoko.
"Uri kuda kuti tiende kure here Nathan, ndandichiti
wondisiya zvako ndakagara muno mumota ndichinzwa zvangu
mhanzi uchiita zvaunoita?" ndakadaro. Kwaisava kuti
ndaisadawo kuenda kwete, asi kuti ndaitoshaya kuti zvino
ndinofamba sei naye trouse richidonha. Ndaida kuti kana
ndasara ndaizosara zvangu ndichitsenga gavi rangu riya
ndosunganidza futi iye asina chaaona.
"No, kwandoda kuenda kwacho ndinotoda kuenda newe
ndiwe wandiri kutoda handei," akadaro Nathan achindibata
ruoko rwangu rwerudyi achindisimudza. Ndakasimuka
kwakumira ndakabata trouse rangu nomuchiuno neruoko
rweruboshwe kuti risadonha iye achivhara mota.
"Asi trouse rako ihombesa kani Joel," akadaro Nathan.
"Haaa rakakura muchiuno wena zvino riri kudonha pane
maths dzandamboita manje dzazodhakwa," ndakadaro.
"Okay don't worry, tichazvigadzirisa. Handei pane munhu
wandoda kumbotarisa umu," Nathan akadaro akufamba ini
ndichibva ndatevera. Ndakaona takupinda mune imwe shop
hombe yaitengeswa grocery nezvimwe zvakawanda yaive
yakanyorwa kuti NatChop Supermarket. Chakandishamisa
34
PALMER
35
PALMER
36
PALMER
37
PALMER
38
PALMER
39
PALMER
40
PALMER
CHITSAUKO 6
Pese pataifamba takuenda kuhotera ndaingozvidya mwoyo
ndichingoti ko ndaizotangira papi?
"Eh Joel, so what do you want for breakfast?" Nathan
akadaro achiverenga chimwe chipepa chaivemo chaaiva
akabata. Ndakangonyemwerera kwete nekuti pane
zvaindinakidza asi kuti nekutopererwa kuti ndoti kudii.
"Chero chamandipa ndongorova isu tombosarudza here
Nathan, torova zvese zvese," ndakadavira ndaona kuti
chokwadi ndaive ndashaya chaicho chandingati ndaida. Dai
taiva kumusha ndaigona kungoti ndoda tea nechimodho kana
mapudzi zvino uku ndaizviudza ani. Ndakazoona pouya umwe
musikana akataura zvaakataura naNathan achinyora pasi
ndikaona odzokera. Ini nguva yese iyi ndaingoringa ringa
ndichiyevedzwa nekushongedzwa kwaive kwakaitwa
muhotera iyi.
"Uri kuyeverwa neiko Joel?" Nathan akabvunza.
"Haaa kana kutongoona hangu kamushongedzerwo
kakaitwa muno zvasiyana neparuzevhaka apa," ndakadaro,
pasina chinguva ndakazoona musikana uya akuuya akabata
tray achibva auya ogadzika pataive takagara. Chisina kunyanya
kundifadza ndichitarisa zvinhu zvaive mutray iyi tukapu
twacho, twaive twuduku duku twebhonzo. Ini hapana
chandainzwa kuti ndanwa ndaitoda edu ataiwanzonwira nana
Mukuwe tiri kumusha kunyanya kana tichirova zvitina taida
aya ainzi majomupi kana chigumburo iyoyo waiti kana wadira
wadira wozvinwira haikona tutuku utwu twandakaona umu,
ndaidira tungani kuti ndigute. Chepiri handina kufarira zvainzi
tinwise zvacho, chandakaona chandakaziva imomo izai
raivamo.
41
PALMER
42
PALMER
43
PALMER
44
PALMER
45
PALMER
46
PALMER
47
PALMER
48
PALMER
49
PALMER
50
PALMER
51
PALMER
52
PALMER
53
PALMER
54
PALMER
55
PALMER
56
PALMER
57
PALMER
58
PALMER
59
PALMER
60
PALMER
61
PALMER
62
PALMER
63
PALMER
64
PALMER
65
PALMER
66
PALMER
67
PALMER
68
PALMER
CHITSAUKO 9
Ndaifara zvangu kuti ndaiva ndapindawo muHarare asi
ndaiva ndakunetseka mupfungwa kuti yaimbova nyaya yei
yainzi naNathan it was a long story. Ndakaramba
ndakanyarara handina kuzotaura ndichiitira kuti ambopedza
shungu dzake. Ndaiva ndave kungofamba ndakatarisa panze
ndichiona zvangu zvivakwa zvaiyevedza zvaiva panze. Ini
shungu dzangu dzaiva dzangova dzekuti ndichidzidziswa
kutsvaga mari zvandaiva ndavimbiswa naNathan kubvira tichiri
kumusha, ndicho chete chinhu chaiva changosara chandaida.
Nathan akaramba akangotsika mota yake tichiinda zvedu. Apa
ndaiva ndakuona mota dzemhando nemhando dzaiva
dzakanaka zvaityisa, dzimwe dzaiva dzakabereka mavhiri
dzaiva dzati nakeiwo kupfuura yaNathan. Ndakaona ndudzi
nendudzi dzemota. Ndakatarisa Nathan ndikaona kuti shungu
dzaive dzadzikira. Ndakaramba ndakanyarara, ini chinangwa
chandaiva ndafambira kubva kumusha ndaichiziva. Ndaifanira
kuzadzikisa shuviro yemoyo wangu kuti nerimwe zuva mai
vangu vagonwawo tea hobvu zvaiitwa nanamai vevamwe.
69
PALMER
70
PALMER
71
PALMER
72
PALMER
73
PALMER
74
PALMER
75
PALMER
76
PALMER
77
PALMER
78
PALMER
79
PALMER
80
PALMER
81
PALMER
82
PALMER
83
PALMER
84
PALMER
85
PALMER
86
PALMER
87
PALMER
88
PALMER
89
PALMER
"Nathan!" ndakamudana.
"Yes," akadavira achibva asimudza musoro.
"Pano unogara nani pano?" ndakabvunza ndakamutarisa.
"Newe naVaSibanda," akapindura.
"Sei wabvunza Joel?" akabvunza achiseka zvake.
"Mumba mandamborashikira nguva dziya umo ndichiti
mutoilet handimo maunovata here?" ndakabvunza.
"Eh ndimo, ko chii?" akabvunzazve.
"Right ndiani waunovata naye imomo. Paya wakati iwe
maiguru kuno hakuna?" ndakabvunza ndichibva
ndambosimudza bhotoro rangu redoro ndichibva ndanwa.
"Ndinorara ndega wani. Hindava Joel? Wakudhakwaka?"
Nathan akabvunza achiseka. Ini ndakatoshaya kuti
chaimunakidza ipapo chii ini ndaibvunza ndichida kuziva.
"Ndapinda paya ini ndikaona pamubhedha pane mapillow
maviri. Anotsamira imwe yacho ndiani? That's my question,"
ndakadaro.
"Kkkkkk Joel vakomana. Hapana paunombotenga pillow iri
one one dzinotongotengeswa dziri mbiri mbiri.
Okay simuka ipapo," Nathan akadaro.
"Ndosimukirei?" ndakabvunza.
"Simuka huya kuno. Ndoda kuenda newe kuroom kwako
ndigokubvunza something," akadaro Nathan achindibata
ruoko achindisimudza. Takafamba tava kuenda kuya kwaiva
kwanzi ndiko kubedroom kwangu.
"Nyatsotarisisa. Pako pane mapillow mangani?" Nathan
akataura ndichibva ndanyatsovhura maziso ndikaona ah
zvechokwadi aivawo maviri.
"Ah maviri wena. Paya handina kumbozviona," ndakadaro.
"Okay chiuya kuno uone," akadaro ava kufamba neni
kudzokera kudining.
90
PALMER
91
PALMER
92
PALMER
93
PALMER
94
PALMER
95
PALMER
96
PALMER
97
PALMER
98
PALMER
99
PALMER
100
PALMER
CHITSAUKO 13
Ndakaona VaMuzevezi vava kubudisa question paper
vachibva vanditambidza.
"Oh endai munogara apo mupindure mibvunzo irimo kubva
number 1 kusvika 25 ndimboona kuti maverenga zveshuwa
here?" vakadaro ndichibva ndatambira bepa riya.
"Ndokumbirawo bhiro," ndakadaro.
"Bhiro ndochii zviya?" vakabvunza VaMuzevesi vachiratidza
kusaziva zvandaireva.
"Pen, chinyoreso," ndakaedza kuvatsanangurira nemanzwi
andaifunga kuti vainzwisisa.
"Hoo okay okay. Here it is," vakadaro vachinditambidza
chinyoreso.
"Chindipai Highway code ndinyatsoona kuti hamusi
kuzovhurira here," vakadaro ndichibva ndatora chibhuku chiya
ndichivapa. Ndakatanga kuverenga zvangu mibvunzo yaivamo
imwe yacho ndikaona kuti yaipindurika nemaverengero
andaiva ndamboita. Chinhu chimwe chandakaona chaigona
kundivhiringa ndechekuti ndaiva ndamboona paiva pakanzi
'round about' saka ndaitadza kunyatsa kunzwisisa kuti
chaimbova chii. Marobots haana kundinetsa nekuti
taingomadzidza kubva kuchikoro. Chandaiziva chete ini
ndechekuti handaipererwa nekufunga.
101
PALMER
102
PALMER
103
PALMER
104
PALMER
105
PALMER
106
PALMER
107
PALMER
108
PALMER
CHITSAUKO 14
Ndakazviponda ndozvidyira sadza raiva rauya nemhandara
iya. Ndaidya nekukasira nekuti ndaiva ndanonokerwa. So
many unanswered questions were in my mind. I wanted
answers from Nathan. Chimwe chandaida kwaiva kuda
kunoratidzwa roundabout kuchakachena. Ndakapedza kudya
Nathan achibva akiya hofisi yake tava kubuda. Takasvika
tikapinda mumota achibva aimutsa tava kufamba.
109
PALMER
110
PALMER
111
PALMER
112
PALMER
113
PALMER
114
PALMER
115
PALMER
116
PALMER
117
PALMER
118
PALMER
119
PALMER
120
PALMER
121
PALMER
122
PALMER
123
PALMER
124
PALMER
125
PALMER
126
PALMER
127
PALMER
128
PALMER
129
PALMER
130
PALMER
131
PALMER
132
PALMER
133
PALMER
Tomorrow I will show you your office. I will give you your
Personal Assistant. But promise me one thing Joel," akadaro
Nathan.
"What again Nathan?" ndakadaro.
"That you will never betray me," Nathan akadaro.
"I promise you Nathan, I will never ever betray you."
134
PALMER
135
PALMER
kusvika ndakanzwa, "Joel woke up, it's almost half past seven
wakarara. Mind you uri kufanira kuenda kuVID," ndakamuka
ndichiita zvekuvhunduka ndichiona Nathan akamira padivi
pemubhedha. Ndaiva ndisati ndamunyukura paakandimutsa.
"Joel! Are you okay?" Nathan akabvunza pandakamuka
ndichibva ndagara.
"Yes, I am okay. Don't worry," ndakadaro asi hana yangu
yairova. Ndakatarisa Nathan ndichibva ndamubata ruoko
kwava kusimuka pamubhedha. Ndakabuda ndichimusiya
arimo. Ndakamboda kumuudza hope idzi asi zvakandirambira.
Ndakageza nekuchimbidza nekuti iye aiva atogeza kare.
Ndichipedza takabva tabuda neNavara.
136
PALMER
137
PALMER
138
PALMER
139
PALMER
140
PALMER
141
PALMER
142
PALMER
143
PALMER
144
PALMER
145
PALMER
CHITSAUKO 19
Hama dzangu, bvunzai munhu ane cancer kana ane HIV
kana chimwe chirwere akuudzei kuti chinonzi kuva mutano
zvinorevei? Ndipo paunozoziva kuti chinonzi kuva mutano
hakusi kuva naSpecialist Doctor asi inyasha dzaMwari. Bvunzai
inini ndakazviona pana Nathan. Paaindiudza kuti airwara
ndaifunga kuti aitamba asi pandakazoramba ndichigara naye
ndakazotanga kuzviona. Ainwa mishonga yaidhura asi
waingoona kuti kushinga airwadziwa. Ini ndakanga ndava
kuzoenda kubasa kwake ndichiswera ndinaye muoffice make.
HR Manager aiva azondizivisa kuvashandi vese vepakambani.
Ndaiva ndaisirwawo desk rangu necheya yangu imomo.
Ndaiita ndichidzidziswa zvepo kunyaya naHR Manager ndiye
aimbondidzidzisa apo neapo. MaManager kazhinji aiva akuti
chero akauya nemapepa aida kusainwa Nathan aingoverenga
obva angoti ipai Sir Joel vasaine. Ndaiva ndichiremekedzwa
zvaityisa pabasa. Taiwanzouya naNathan makuseni mumwe
nemumwe nemota yake tichiteverana asi paripo pamwe
pekuti Nathan miviri yaimbodzimba obva angopinda mune
yangu toenda kubasa. Kazhinji aiwanzogara achingotaura
nezvemwana wake uyo waaingonzwa kuti ariko asi aiti aiva
asati amuona. Zvaiva zvava muhurongwa hwedu kuti kupera
kwemwedzi iwoyo ini ndaizoenda kumba kwevabereki
vemukadzi wake kuMarondera kwandaizonogara navo pasi
tichitaura nezvemwana.
146
PALMER
147
PALMER
148
PALMER
149
PALMER
150
PALMER
151
PALMER
152
PALMER
"Hallo.....hallo......Nathan!!......Nathan," ndakadaidza
hapana aiva achiri kudavira. Musoro wangu wakatanga
kutenderera. Ndakaramba ndakateerera foni ichingoshinyira.
Ndakaikata ndichiti regai ndifone ini. Ndisati ndafona
ndakabva ndaona mudhara Sibanda ava kufona.
"Eh mudhara Sibanda, kuri right here?" ndakadavira.
"Kwete boss, boss Nathan vangodonha izvezvi vachifona
vari paverondor. Muripi? Ndiri kuedza kuvamutsa
havachamuka," hana yangu yakarova zvekuti ndakaita
sendichabuda muroad.
"How? Ari kufema here?" ndakabvunza neinzwi raiva
pamusoro.
"Hongu vari kufemera kure. Muripi imimi?" vakadaro.
"Okay munogona kudriver here VaSibanda?" ndakabvunza
ndichida kuti ndivati vatore makey eimwe mota vomhanya
naNathan kuchipatara ini ndichidzoka.
"Iiii handikwanisi manje .” Oh my God!! Ndakapererwa.
"Joel think fast," ndakanzwa inzwi raidaro mupfungwa dzangu.
Ndaifanira kukurumidza kufunga before it was too late.
"Okay Mr Sibanda, sanaikuita zvamungagona ipapo. Wait
muri ipapo. Onai kuti akavata zvakanaka. Am I understood?"
ndakadaro ndichimisa mota paChicken Inn yaiva muChivhu
ndichibva ndadzika. Ndakasiya mukomana uya akagara
mumota ndava kufona. Munhu wandakatanga kufunga
ndiMoyo manager. Ndakafona pafoni yake nekukasira.
"Hallo Sir," akapindura.
"Moyo where are you?" ndakabvunza.
"Ndiri kuoffice boss," akapindura.
"Izvezvi, I mean right now, mutsa mota umhanye kumba
hanzi Sir Nathan vacollapser izvezvi ini handiko.
153
PALMER
154
PALMER
155
PALMER
156
PALMER
157
PALMER
158
PALMER
159
PALMER
**********
160
PALMER
“You guys you are true friends. We thank God that both of
you are okay. I am going to discharge both of you tomorrow,”
Doctor vakadaro.
“Thank you Doctor,” takadavira pamwe chete naNathan.
THE END
161