Arise and Shine

You might also like

Download as docx, pdf, or txt
Download as docx, pdf, or txt
You are on page 1of 3

Arise and Shine

Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika, uye kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.

Isaya 60:1

Tarira, rima rakafukidza nyika uye rima guru riri pamusoro pavanhu, asi Jehovha anobuda pamusoro
pako uye kubwinya kwake kunoratidzwa pamusoro pako.

Isaya 60:2

Ipapo uchatarisa ugopenya, mwoyo wako uchakwata uye uchazara nomufaro; upfumi huri pamusoro
pamakungwa huchauyiswa kwauri, pfuma yendudzi ichauya kwauri.

Isaya 60:5

 Simuka utore chinzvimbo


 Rise to action
 Retune yourself for maximum impact
 Tendera kuti chikuru chaMwari chiri mauri chibude pachena
 Usatsikirira kugona kwaMwari kuri mauri.
o Kuziva KwaMwari
o Huchenjeri hwaMwari
o Simba RaMwari
o Humhizha hwaMwari
 Zvese zviri mauri zvivhurire zvibude
o Mostly for your benefit
o For the world to see the greatness of our God
o Mwari vakudzwe

Zvikuru zvimo mauri. Vamwe varikufa nazvo. It takes a decision to rise

For your light has come

Zvirimauri zvakaiswa naMwari.

Any fuel to burn it needs ignition, for you to shine you need to rise

You need to provoke divine ignition for exploits

Extra stretch necessary for illumination of the glory of God upon

Luk 12:50 But I have a baptism to be baptized with; and how am I straitened till it be accomplished!

A stretch is necessary for any rising.

E.G Excercises
Pese paunozvidhadhamura unoenda pachimwe chinhanho

You are elastic. Unodhadhamuka. Kukazvidhadhamura unochinja size.

Areas of stretch

Service

Serious serving standards

Prayer

Serous prayer

Giving

Sacrifice, sacrifice sacrifice

Psa 126:1 A Song of degrees. When the LORD turned again the captivity
of Zion, we were like them that dream.
Psa 126:2 Then was our mouth filled with laughter, and our tongue with
singing: then said they among the heathen, The LORD hath done great
things for them.
Psa 126:3 The LORD hath done great things for us; whereof we are glad.
Psa 126:4 Turn again our captivity, O LORD, as the streams in the south.
Psa 126:5 They that sow in tears shall reap in joy.
Psa 126:6 He that goeth forth and weepeth, bearing precious seed, shall
doubtless come again with rejoicing, bringing his sheaves with him.

1 Jehovha paakadzosa vatapwa kuZioni, takanga tava savanhu vairota.


2 Miromo yedu yakanga izere nokuseka, ndimi dzedu dzizere nenziyo
dzomufaro. Ipapo zvakanzi pakati pendudzi, “Jehovha akavaitira zvinhu
zvikuru.
3 ” Jehovha atiitira zvinhu zvikuru, uye tazara nomufaro.
4 Tidzorereizve nhaka yedu, imi Jehovha, sehova dzeNegevhi.
5 Avo vanodyara nemisodzi vachakohwa nenziyo dzomufaro.
6 Uyo anobuda achichema, akatakura mbeu yokudyara, achadzoka nenziyo
dzomufaro, akatakura zvisote.
Mapisarema 126:1-6
Pakuzvidhadhamura kwedu tisu tinobatsirirka kwete Mwari

Mwari haadi rubatsiro rwedu isu tisu tinoda rubatsiro rwake

Examples, Pastor car, drums, phonej

5 “Ndiunganidzirei vatsvene vangu, vakaita sungano neni nechibayiro.” 6 Uye matenga anoparidza
kururama kwake, nokuti Mwari amene ndiye mutongi. Sera 7 “Inzwai, imi vanhu vangu, uye
ndichataura, imi Israeri, uye ndichapupura pamusoro penyu: Ndini Mwari, Mwari wenyu. 8 Handikutukei
nokuda kwezvibayiro zvenyu, kana zvipiriso zvenyu zvinopiswa, zvinogara zviri pamberi pangu.9 Handisi
kuda hando inobva mudanga rako, kana mbudzi inobva muzvirugu zvako, 10 nokuti mhuka dzose
dzesango ndedzangu, nemombe pamakomo chiuru. 11Ndinoziva shiri dzose dziri mumakomo, uye
zvisikwa zvose zvesango ndezvangu. 12 Kana dai ndaiva nenzara, handaikuudza iwe, nokuti nyika
ndeyangu, nezvose zviri mairi. 13 Ko, ndinodya nyama yehando kana kunwa ropa rembudzi here?
14“Bayirai zvibayiro zvokuvonga kuna Mwari, zadzisai zvamakapikira Wokumusoro-soro,15 uye mudane
kwandiri pazuva rokutambudzika; ndichakurwirai, uye imi muchandikudza.””

Mapisarema 50:5-15

Ki 3:4 And the king went to Gibeon to sacrifice there; for that was the great high place: a
thousand burnt offerings did Solomon offer upon that altar.
1Ki 3:5 In Gibeon the LORD appeared to Solomon in a dream by night: and God said, Ask what
I shall give thee.

Php 4:18 But I have all, and abound: I am full, having received of
Epaphroditus the things which were sent from you, an odour of a sweet smell, a sacrifice
acceptable, wellpleasing to God.
Php 4:19 But my God shall supply all your need according to his riches in glory by Christ
Jesus.
Nokuti ndinopupura kuti vakapa napavaigona napo, uye kunyange kutopfuura pavaigona napo. Vakaita
zvose izvi nokuda kwavo,

2 VaKorinde 8:3

2Co 8:3 For to their power, I bear record, yea, and beyond their power they were willing of themselves;

You might also like