Professional Documents
Culture Documents
Grade 3 Chishona Bvunzo Yekupera Kwegore
Grade 3 Chishona Bvunzo Yekupera Kwegore
Makore ano mwaka yave kushanduka. Izvi zvinokonzerwa nokuita kwevanhu. Kupisa
masango, utsi hunobva pahambautare, nemadutavanhu zvinoboora gumbeze rakakwidibira
nyika. Kubooka kwegumbeze iri kunounza kupisa kukuru kana mafashamu. Mwaka inobva
yashandukawo ichisundirana mberi kana kudzokera shure. Ndosaka chando nekupisa
zvichiwedzera.
1
A muranda B munyayi C. mupurisa D. machinda
11. Mbuya vatinogara navo vane utsinye.
A pfini B. unhu C. tsiye nyoro D.unyope
ISA MAZWI MUUZHINJI
12. Ganda _______. A makanda B. zviganda C. makanda D. maganda
13. Chituro _______. A katuro B. mature C. maturo D zvituro.
Verenga ndima ugopindura mibvunzo inotevera.
Tuku murume mutate ari murefu. Kana otamba anotepukira. Ane chiso chinaku
neganda dema rakanaka. Anofarira kuimba nziyo dzezverudo. Amai vake vonoti Tuku
akatanga kuimba ari mucheche. Baba vake Samson vaivewo muimbi uye hanzvadzi
yake Bybit aiimbawo.
14. Tuku murume ____. A mukobvu B. mutete C. mutema-tema D. mupfupi.
15. Tuku anoita basa rei ___A kuveza B. kuvaka C. kutepuka D. kuimba
16. Anofarira kuimba nziyo __A dzerudo B. dzenhamo C. dzehondo D. dzese.
17. Baba vaTuku vainzi __A Bybit B. Samson C. Samanyanga D. Rudo
18. Tuku akatanga kuimba achiri ____ A murume B. mutema C. mucheche D kuhondo
19. Hanzvadzi yaTuku yainzi ani? A Bybit B Samson C. Tuku C. Amai
ZADZISA TSUMO DZNOTEVERA
20. Sango rinopa ____. A atsamwa B.apindamo C. anoda D. aneta
21. Ateya mariva murutsva _____.A haachatyi kusviba magaro B ashaya nyama
C. anogona D. anoda mbeva.
SARUDZA MHINDURO INOKODZERA
22. Sadza rakasara rinonzi ___A bota B. nyama C. mbodza D. munya
23. Hanzvadzi yababa vako ndi__ A tete B. ambuya C. sahwira D. amai
24. Mudenga memba inoveserwa moto munoita ____. A mangai B. chin’ai
C. marara D. mauswa
25. Kana tichisvika pafiwa tinobata maoko ltichiti ____. A ndiani afa B. tisvikewo
pano C. makadiii D. nematambudziko.
26. VaPfigirai vakasvika paivhiiwa nyama vakati ___. A chishava pavarume
B. ndakubatai C. mbavha D. ndoidawo nyama.
Verenga ndima inotevera ugopindura mibvunzo.
Chaiva chishamiso apo zuva rakaoora vanhu vari mumunda. Vakange
vachangosimuka kubva mumumvuri ushure mekunwa maheu. Vazhinji havana
kumhanyira kumba sezvo vaiziva kuti yaive hore yatibikira zuva. “Veduwe-e nyika
2
yaguma ! Zuva raora.” vaChanyuka vakadaro vachigara pasi. Vose zvakavakanga
mate mumukanwa vakashaya kuti Musiki akanga avatukirei kudero, kuvayraya
vachiri vapenyu.
27. Zuva rakaora vanhu vari kupi? A kumunda B. kurwizi C. kubasa D. kumabiko
28. Kuti zuva raora kureva kuti___. A rave kunhuwa B. ranyura C. rasangana
nemwedzi D. radoka
29. Rimwe izwi rinoreva zvakafanana nokuti “kutibikira” ndi ____. A imba B. vhara
C. rima D. oneka
30. Musiki ndi _____. A Adam B. Satan C. VaChanyuka D. Mwari
31. Kuurayiwa uchiri mupenyu zvinoreva ku _____. A fara B. bhinywa C.
tambudzwa D. garika.
3
4