Download as rtf, pdf, or txt
Download as rtf, pdf, or txt
You are on page 1of 10

GODATHER HOME OF STORIES

PRESENT

THE INTELLIGENT TWINS SERIES

SEASON 1

CHAPTER 3/50

STORY BY MALVERN NDLOVU

£Crime and Drama

Notice :Book not edited read carefuly to understand thank you ....
Natasha akabva ageza ndokupfeka zvakanaka ndokuenda zvake kunosangana na Tinashe .Zvisinei
akabva awana Tinashe akatomumirira pawanga vataurirana .....

Tinashe ''Oh wow you look more nice today ''.

Natasha ''Thanks and sorry kana ndambokumisa ''.

Tinashe ''No problem ndichangosvika zvangu hangu ''.

Natasha ''Ok ungatii hako ,anyway ma plams akamira sei ?''

Tinashe ''Oh hande kunodya then we walk tichitaura hedu ''.

Natasha ''Ok so tofamba ne tsoka or toenda ne mota yako or yangu ''.


Tinashe ''Oh sorry handina mota we can walk hedu if you don't mind ''.

Natasha''Don't worry ande tisina mota tichimbovona tsvimbo ''.

Vakabva vaenda zvavo kunotenga zvekudya . Ipapo zuva rakanga rava kurereka kuma around 3 ,ipapo
Tsitsi akabva avona kuti maybe anogona akakanganisa muteuro akabva atora mota yake ndoku driver
achienda kumasowe even paiva pedo zvapo .Akasvika pamasowe achipesana ne mota
dzemapurisa .Tsitsi hapana zvaakafunga akabva asvika achipaka mota yake ndokuvona vanhu
vachingotaura kuratidza kushamisika .......

Tsitsi akashaya wekuvhunza kuti chii chaitika sezvo vanhu vaiva busy kutaura . Akambozama kumira
achida kuyereswa asi akashaya anobatsira kusvika Tsitsi asimuka ndokuenda pakanga pakagara
mamai maviri echikuru ndokusvika godama ipapo ndokuvhunza .....

Tsitsi .Makadii henyu vana madzima ? ndokumbiravo kuvhunza kuti ko chii chiri kuitika pano ?''

Madzimai 1 ''Tiripo wakadii hako! asi wanga usipo pazvaitika ?''

Tsitsi ''Paitika chii madzimai ?''


Madzimai 2 ''Anga asipo uyu asvika zvatopera dai matomuvudza zvese ''.

Madzimai 1''Wanga wavinga madzibaba ka ?''

Tsitsi ''Hongu ndosaka ndiri pano ''.

Madzimai 1''Madzibaba vanozikanwa ne mukurumbira pano vasungwa machena chaita chishamiso


chaicho ''.

Tsitsi ''Kusungwa ! ko vasungirwei ?''

Madzimai 1 ''Vakarepa mwana akanga avuya kuzoereswa mwana wacho ane 13 years ufunge ayiva
mwana chaiko ''.

Madzimai 2 ''Uye zvakaoma vana ve mazuva ano ava dai isiri mimba dai zvakatovharana asi denga
raramba madzibaba vatinyadzisa ava ''.

Madzimai 1''Haa zvema zuva ano zvonetsa anogona ari musikana akatotanga ,kakangwarisa ka mwana
kaya plus makore ake mashoma ini ndaifunga kuti maybe ane 20 manje 13 mwana chaiye ''.
Madzimai 2 ''Haa taura henyu zvonetsa asi even zvakadaro ku court havana basa nazvo izvozvo ''.

Tsitsi ''Imwi nhawu yamuri kutaura ndeye chokwadi here iyi ?''

Madzimai 1 ''Idi katatu zvinopisa tsitsi uye zvinonyadzisa sowe rino rafa chaiko ''.

Ipapo zuva rakanga rava kuvira Natasha na Tinashe vakanga vava kuenda kunovona movie kuti
vazoparadzana zvavo .Tinashe akabva atenga ticketrake na Natasha vakuda kupinda kuti vavone ma
movie phone yake yakabva ya ringer ndokuvona kuti e new number .....

Natasha ''Hello!

Madzimai1 ''Makadii madzimai Natasha ?''

Natasha ''Tiripo ,ndikutaura nani ?''

Madzimai 1 ''Hamungandizivi ndine munhu pano anonzi Tsitsi akugomera ne mimba saka ayendeswa ku
genaral hospital mu gweru town asi asiya mota yake kuno kumasowe saka vuyayi motore mota yacho ''.
Natasha ''Ok ndokumbiravo mu lock mota muisiye ipapo ini ndava kuenda kuchipatara chaari
ndinomuvona ''.

Madzimai 1 ''Ok hapana kuipa kana mava kuda ma keys mondibata ipapap ''.

Natasha ''Hamugoni ku driver here muende ne mota kumba kwenyu ne kuti ikagara musango inogona
kubiwa ''.

Madzimai 1 ''Ok hapana kuipa ndichaenda kumba kwangu nayo ''.

Natasha ''Ok maita basa ''.

Tinashe ''Kwakanaka here ?''

Natasha ''I'm sorry handichakwanisi kuvona ma movie shamwari yangu ine mimba so iri kuchipatara
kwandikuda kuenda ''.
Tinashe ''Oh sorry togona kuenda tese kana uchida ''.

Natasha ''No problem hande hedu ''.

Tinashe akabva apa ma tickets aya vamwe vanhu vanga vachipinda .Vakabva vaenda kumota ndokurova
mota vakananga kuchipatara .Ipapo Tsitsi ayirwadziwa ne mimba asi nguva yekuti iberekwe yakanga
isati yakwana asi mimba yairwadza .Ma doctor akabva amuyendesa ku labour asi vakaona kuti mwana
apa akanga ane ma twins 3 so zvaive zvisingaiti kuti avazvare vese ayikuvara .Doctor akabva adanidzira
oparation.....

Tsitsi akanga ari mudiki pa zvinhu izvi apa kwakanga kuri kutanga kuzvara apa iye mwanana ,asi
pakanga pasina zvekuita vakabva vaita oparation iya ndokubudisa vana 3 asi 1 ayiva musikana vamwe 2
vaiva vakomana .Ma Doctor akabva asona munhu nguva yekuti munhu amuke munhu hana kana
kumuka.Apa vana vaichema zvisingaiti .Ipapo Natasha akabva asvika achida kuvona munhu
ndokumiswa panze.....

After 30 mins munhu akanga atofa kare apa vana Natasha vakungonzwa vana kuchema vakaziva kuti
munhu apona vana vakawanda .Asi vakashamisika vachiona doctor vachibuda vachipukuta
musodzi .Natasha akabva asimuka ndokuvhunza .....
Natasha ''Ko chii chiri kuitika ?'

Doctor 1 ''I'm sorry shamwari yako yashaika ikasiya vana 3 ''.

Natasha hana kuchema asi akabva agara pasi ndokutanga kuyeredza musodzi achifunga mashoko
avaimbotaura kumasure ....

Tsitsi '' Natasha uri friend yangu kubva my parent angu ari mapenyu it's 15 years now tiri tese so i trust
you sahwira .Ndoda kuti umire neni kusvika vana vangu vavakugonavo kutaura .So promise me kuti kana
pane zvaitika unokwanisa kusara ne vana vangu kunge vako ''.

Natasha ''Best mashoko ako ava kubva kupi futi ?''

Tsitsi ''I'm just saying we never know kuti mangwana rakadii ,spo please promise me kuti uchava mai ve
mwana wangu ''.

Natasha ''I promise sahwira ndichamira ne mwana wako nde wangui know hauna hama dzinokuda
ndichamuchengeta ''.
Tsitsi ''Ok kana wazoshaya mari yekuti ayende kuchikoro tengesa imba ino ndofunga kuti anobetsereka '.

Natasha ''Don't worry you know kuti my parent ari kuchando so haisi problem but ngatiisiye nyaya iyi ne
kuti you will leave kusvika wavona vazukuru vako ''.

Tsitsi ''Hahaha i wish kuti zviitike but zviroto zviroto ''.

Natasha ''Stop it kutya mimba uku ngatitaure dzimwe nyaya you know kuti idzi handidzifariri kana kuti
hande kunoita shopping kutengera mwana machira ''.

Tsitsi akabva aridza zimhere after apedza kufunga zvavaitaura .Tinashe akabva azama kumunyararidza
asi zvakashaya basa .Tinashe phone yake yakabva yapinda message kubva kuna boss vake ....

Boss ''Wava papi ne madhiri ?'

Tinashe ''I think i need more time pane zvaitika ''.


End of chapter

You might also like