The Intelligent Twins S1 C8

You might also like

Download as rtf, pdf, or txt
Download as rtf, pdf, or txt
You are on page 1of 11

GODATHER HOME OF STORIES

PRESENT

THE INTELLIGENT TWINS SERIES

SEASON 1

CHAPTER 8/50

STORY BY MALVERN NDLOVU

£Crime and Drama

Notice :Book not edited read carefuly to understand thank you ....
Madzibaba vakabva vasarudza vakomana 5 ndokutora maturusi ndokutanga kuenda kwavaida
kunochera .Vari munzira madzibaba vakabva vaenda padhuze ne Guard ayinzwisisa ....

Madzibaba ''Ndikakupa 1 million unokwanisa kundibudisa mujeri here ?''

Guard ''Hahahamadzibabamaa ne more than 25 years mujeri mari yamuri kutaura mukufunga kuti
munoiwana kupi ?''

Madzibaba''Takasungwa tine pfuma isu yakawandisa ''.

Guard ''Dai makanga mune pfuma yakawanda kudaro dai zano iri makariita kare saka nyararai henyu ''.

Madzibaba havana kuda kuenderana mberi ne nyaya yavo sezvo vatovona kuti munhu uyu akanga
asingadi .Madzibaba vakanga vakapihwa 60 years is prison vakanga vagara 25years chete saka jere
rakanga rorwadza se munhu akasungwa achiri mukomana . Plan iyi ye kuti ape munhu million akavona
kuti haibudi sezvo akanga asina kana mari .Vakabva vatanga kuronga rimwe plan zvake apa Guard uyu
hana kuzviisa mumusoro akangofunga kuti maybe Madzibaba vakutamba ......

Makuseni iwayo Amos na Amanda vakabva vasvika pavaienda ndokusvika vanhu vakatovamirira ....

Mr Mbizvo ''How are you Mr Amos and Mrs Amanda welcome to Gweru ''.

Amos ''Thank you ''.

Mr Mbizvo ''Meet our time ''.

Mu office umu makanga mune vanhu vakawanda .So paiva ne umwe murume ayinzi Banda ....

Banda ''Right let's talk business manje ''.

Amos ''Now your'e talking my language ''.


Mr Mbizvo ''Right nhawu yatinayo pano iri kuda iwe Amos na Amanda kuti muite basa iri ''.

Amos ''Basa rei we can do any job kana rine mari chete ''.

Mr Mbizvo ''Right tine vanhu vakuba ma bank now it's been 7 years ma bank achingobiwa nonstop vanhu
ava ma ghost hapana anovaziva ''.

Amanda ''Any informatoin yamunayo here now ?''

Banda ''For now what i can say vanhu ava vakaguma kuba bank riri ku Zvishavane so ndiyo information
yandinayo zva manje ''.

Amos ''Ok so you said vanhu ava ma ghost ka ?''


Banda ''Yes vanonetsa kubata and it seems like vakawanda vanhu ava ''.

Amos ''Ok i think kwatiri zvidiki izvi we can start tomorrow kushanda ''.

Banda ''Oh ok so ma banks ese ari mu Zimbabwe ari ku vatipa something so zvese zvamuri kuda
munotivudza zvinovuya in time ''.

Amos ''Ok for now we need car and cash tinozvitendera everything zvatinoda ''.

Banda ''Everthing xvsmunoda maybe tinazvo kana ari ma cameras tinawo zvese zveku heker tinazvo
handingazvitauri nemazita asi zvese zviripo ''.

Amos ''Ok so it means tikuda cash ne mota chete and chimwe chinhu chatiri kuda we don't give you
informatoin kusvika tabata vanhu vamuri kuda ''.

Mr Mbizvo '' Nowe need informatoin ye zvese kuti tizive zvamuri kuita ''.
Amos ''I'm sorry hatingakwanisi kuita basa cuz sometimes togona tichitopa imwi informatoin muri imwi
munotoziva vanhu vacho .Handisi kuti ndimwi henyu kungotauravo hangu ''.

Mr Mbizvo ''No hazviiti we need to know everthing ''.

Amanda ''We spent 10 years working on this saka imwi kana musingadi muchazvibatira mbavha dzenyu
mega ,kana iri nhawu ye basa don't worry ma company akawanda akuda help kubva kwairi kunze uku if
you don't want mangwana tiri kuenda hedu ku South Africa ku meeting ''.

Amos ''And why we chose kutanga pano it's bcz i nyika yedu we must stop crime ''.

Banda ''Ok deal hatina information yatoda asi tikuda kana ma pics e kuratidza kuti your'e working on
something''.

Amos ''Ok deal ''.

Mr Mbizvo '' Saka income yenyu per month is 50K Dollars per month ''.
Amos ''Ok no problem yakanaka for start so paita ma change of plans apa hatichatangi mangwana
totanga ne Friday mangwana tichaswera tichimbovona mom kwekupedzisira ''.

Banda ''Ok hapana kuipa saka kana mada deal sainayi here then will see you Friday''.

Amanda na Amos vakabva vasaina zvavo ndokupihwa ma keys e mota ndokubva vaenda zvavo .Amos
akabva a driver mota ya mom vake then Amanda ndoku driver mota yavo new .Vamwe vese vakabva
vabuda mu meeting kukasara Mr Mbizvo na Banda,......

Mr Mbizvo '' Do you think vanorikwanisa here basa iri ?''

Banda ''Vanorigona remember vakadzidza ku China so usatamba ne 10 years uchadzidza 1 thing even uri
dofo ipapo unopedzisira wakugona plus ava ndo ma pro undercover hapana vanhu vanovaziva saka i
think it's easy kuti vashande vasina kuzikanwa ''.
Mr Mbizvo ''Yaaa taura hako let's see how it goes''.

Amanda na Amos vakabva vasvika zvavo kumba ndokuwana mom vavo vakatogara zvavo panze vachinwa
tea .Mom vakafara vachivona mota ichipinda gate ,Mota yakanga yakanakisa iyoyo ...

Natasha ''Wow mabva matopihwa mota ?''

Amanda ''Yes mom iyi ndeyenyu tichatora yenyu toishandisa kubasa ''.

Natasha ''Really Amos ?''

Amos ''Ehe mom iyi tikafamba nayo munhu wese anotiziva saka toda chenyu ichi kuti vanhu vasaziva kuti
tisu ''.
Natasha ''Wow thank you asi ndine imwe hombe yakanaka ''.]

Amanda ''Mom we know kuti mune mota 3 asi hatina basa nazvo iyi ndeyenyu mom yakanaka wani asi
mukuramba gift yenyu ''.

Natasha ''No handisi kuiramba mwanangu maita basa mufunge''.

Amos ''Aripi Simba ?''

Natasha ''Umm nhasi handina kumbomuvona ndafunga kuti abuda ''.

Amos ''Ok ndichamuvona adzoka awana basa tikuenda naye kubasa Friday ''.

Natasha ''Kuti anotenda here ?''


Amos ''Hamborambi akutoenda handi anoda mari plus achange achifamba ma place akawanda '.

Amanda ''Handei mumba mom kwakupisa uku mushana wapera kare ''.

Vakabva vapinda zvavo mumba ndokutanga kutaura nyaya vachiseka.....

Amos ''Mom mangwana tiri kuenda ku town kunotenga ma camera hazvisi right kugara pamba pasina ma
camera .Basa ratoita ridoda ma camera kuti tizowana kubata mbavha dzenyu .Plus vanhu vakaziva kuti
tisu tiri kubata mbavha pano panenge pakuda security saka mangwana tiri kuenda kunotenga zvese kuti
kana taenda kubasa topota tichivona pamba even manheru ''.

Natasha ''Ok hapana kuipa vanangu e plan yakanaka chaiyo ''.

Vari busy kutaura vakabva vaona Simba akapfeka short asina hembe kumusoro achiratidza kuti akubva
kumuka .....

Amanda ''Bro mukubva kupi like that ?''


Simba ''Ndikunzwa nzara ndanga ndichitamba ma games kubva makuseni thank you guys ne gift
yamakandipa ''.

end of chapter

You might also like