Professional Documents
Culture Documents
Danai
Danai
Danai
com/K6Vd7KeLeF53E9IusTFO8X
DANAI
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY)
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
Pdf by VaDeny....
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
CHAPTER 1 ⃣
📞📞
"Iiii Jenny gogo ndavakumbira but
Um unongozivawo mbuya vangu"
"Umm makadii?"
"Okay no problem"
"Thanks "
"Ambassador?"
"Ndeupi wacho?"
"Hoo akanaka..vakafitana na
Ambassador venyu..apa vakapfeka
ma colours anoenderana"
"Kkk kupiko make up idzo..na
Tanatswa havatomboenderane "
https://chat.whatsapp.com/K6Vd7Ke
LeF53E9IusTFO8X
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 2 ⃣
*TANATSWA* 🌹
"Agh guys stop laughing mhani
munhu adonha zvinosekesa here
..let's grow up and just show kuti
tave vanhu vakuru pliz ..u should be
saying sorry pane kuseka ko kana
munhu akuvara haikona kuita sema
Sunday school mhani"
"Are u okay?"
Ndakangomutarisa so achibva
azodzokera kunogara pasi achiita
kunge abhohekana nx.Danai wacho
haana kana kutozomboshandisa ka
towel ka Cleo akabva andipa achiti
she is now okay. Vanhu vainge
vongomuti sorry sorry .Anyway
ndakazodzokera kunogara pa chair
yangu as the topic proceed,
ndaingobirira kutarisa musikana uyu
anonzi Danai ndofunga iye
akatozviona kuti ndikuita
ndichimutarisa achibva agara
akatsikira kutarisa pasi ,I was sure
kuti she was in pain chete
,ndakangoti ndichazotaura naye after
church.
"Tanatswa!"
"Its ok..."
"Ohhh.."
"Yaah "
"Ok"
Akabva ayenda hake ndakasara
ndakamira ndega
Akadaro Kudzie
*Happy reading💝*
💝*
*Happy reading
https://chat.whatsapp.com/K6Vd7Ke
LeF53E9IusTFO8X
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
*TANATSWA* 🌹
📞📞
"Dad"
📞📞
"my baby".
*DANAI* 🌹
Kuseni ndakamuka kwakutsvaira
ruvanze nekuchera mvura kwakubva
ndatoenda kumunda sezvo ndaida
kushanda zuva risati ronyanyopisa.
Veduwe ndakasviko pera mate
mukanwa nendima yandakasvikoona
iripo handaimboti ndeyemunhu
mumwe chete nekukura kwayo,
ndakapererwa pamwe nekuzvibvunza
kuti zuro gogo nevamwe
vaimbonyatsoitei chaizvo, nekuti
padiki chaipo paive pakashandwa
ndakapindwa nechando nguva diki
pamwe chete neziya kuyerera,
ndichinyatsofunga kuti ndima iyi
ndaizoipedzerwa nani, handina kuda
kutambisa nguva ndakabva
ndatotanga kushanda hangu
pfungwa dzichingopishana, ndaive
nemibvunzo mizhinji kwazvo isina
kana mhinduro ndaironga
nekurongondora,ukanyatsogumirwa
nehupenyu misodzi haibude iyi,
chokwadi hwangu hupenyu hwaiwa
husina kana meaning zvavo kwaiva
kungoraramawo zvekungoti asi ayiwa
kana.Ndakashanda zvangu ava
masikati nzara yaive yondibvunza
mutupo zvino kuti ndiende kumba
zvaisabuda nambuya vangu
ndaisviko udzwa magara moyo
chaiwo ndakadzika zvangu kukarwizi
kaive pedyo nemunda wedu
ndokunonwa mvura kwakubva
ndambogara pakaruvare.
"Maita basa"
Ndakazonochera mvura
ndokutodzokera kumba.
Ndakadzoka vamwe vatopedza kudya,
ndakaisa plate yangu kuside
kwemoto kuti sadza rangu ridziye
sezvo raive ratonhora.
*KUDZAI* 🌹
Vamwe ndotoziva matondivenga kare
asi akusi kudawo kwangu gogo ndivo
vanoita ndivenge Danai nekuda
kwekuti vanenge vachingoti Danai
akanaka uye ane body kudarika ini
nestructure acharoorwa nemukomna
ane zvinhu zvake iwe uchamitiswa
nevemuno ava vanofudza mombe
ndizvo zvinondibhohwa ndobva
ndatonzwa kuvenga Danai chaizvo
worse achidya futi chinotumirwa
namai vangu pano.
Ndaingonyepedzera hangu kunge
ndinomufarira asi aindibhowa ini
,Ndaitonzwa kufara ndikanzi nagogo
usabike ,usaite kana chinhu kana
chinonzi kuenda kumunda ndaisaziva
hangu. Kutaura chokwadi kuuya
kwandakaita kuzogara kuno
ndichibva Jony zvakandibhohwa Pasi
nekudenga ,ipapo mai vangu
vakandibhohwa havo chokwadi
kundibvisa ku SA kune mafaro ese
kundiunza kuno kucherima kana
chinonzi magetsi chacho ndainge
ndasisatochiziva. Aingouya padiki
oenda ndicho chii chakadaro aiwa
zvaindisvota ini. Ugoona reason
yacho hanzi hee kuZim ndiko kune
best education nxa dai vasiri mai
vangu ndakavapindura magadza
moyo chaiwo.
*Happy reading💝*
https://chat.whatsapp.com/K6Vd7Ke
LeF53E9IusTFO8X
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 4 ⃣
*DANAI*🌹
"Inga mait......?.
"Mhaaaa!"
"Ehoi mbuya"
Ndakabva ndatonosoka mupunga
wacho ndakuchekerera cabbage.
Painge patengwa zvinhu hapo kana
masweets aivepo nezi backet rema
cookies mbuya vangu vaibva vafara
kani vachiona izvi. Ndaingozvibvunza
kuti saka nekuti mai vaKudzie
vanotumira chikafu ndosaka
vakundionawo sendisiri chinhu pano
nekuti vangu vabereki vakaenda
kwamupfiga nebwe here.Umm
zvakaoma hazvo .
"Sure mama"
"Ndipe number dzako"
Ndakazopinda mumba
ndokutongorovera moyo padombo
kutorongedza tuhembe twangu
mubag muya .Ndainge ndonetseka
kuti gogo ndovaudza sei manje .Asi
ndakati nhasi ndovaudza chete
kuramba kwavo kana kubvuma
kwavo ndiri kuenda chete .
*KUDZAI* 🌹
"Urikubvepi?"
"Umm ..nda..I'm...
Ndakandandama imi..
"Iwe hauchagoni kutaura ..urikubepi
Kudzai ,kubva kuenda kwanezuro
kuseni kana kudzoka kumba
wodzoka nguva dzino ..taura tinzwe
urikubvepi?"
Gogo vakangoti
"Heeeee...basa?
"Ehe "
https://chat.whatsapp.com/K6Vd7Ke
LeF53E9IusTFO8X
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 5 ⃣
*DANAI*🌹
"Ok so wazofungei?"
"Ok mama"
"Shuwa henyu"
"Ko iye Kudzie nanhasi haasati
adzoka here?"
"Ehoi"
Ndakazobvako ndakuita
zvekumhanya chaizvo ndichiita kuti
ndingasvike poto yave marasha .
Ndakasvikomona sadza rangu
ndokumborishinyidza hangu ,ipapo
Jenny akabva afona.
📞📞
"Hello"
"Iti shuwa"
"Shuwa ndatsvagirwa namai Lean"
"Ok iriboe"
📞📞
"Herro.."
"Ishuwa mwanangu
...ende wakaita hako negirosari iiii
makaita kani soko ..ndinotenda "
"Hoo ko Danai?"
"Pakanaka soko.."
"Ok"
"Usanetseke ndichamatsvagira
mushonga makonzo aya ahh kudai
hembe .."
"Aiwa matsvagirei gogo ,iwo
makonzo anoita kunge vanhu kudaro
..ko imiwo dzenyu hadzina kuitwawo
so?"
📞📞
"No ahhh"
"Hakuna"
"Serious "
"Hoo then u have to pray kuti Mwari
vakupe "
"Amen to that"
"Why?"
"I will call her mom"
"Yes my lady"
Takazombundirana tichibva
tazoratidzwa pekugara as the
program started .Pakatanga paitwa
opening prayer the a short word
ndokuzotanga kuitwa zvema
graduates .Vanhu vaifara kani, even
the music dzaingove dzekupembera
chete .Vaidaidzira mazita then
kwaunobva uchienda kunotora award
yako .It was so beautiful
pakadaidzirwa masisters angu
pakabva patoridzwa Ebenezer
takasimuka nemufaro kani
tichinopembera .I was so proud of
my sisters veduwee zvekuti
pakazopera program and everything
takabva tatoenda kuno celebrater
kuimwe restaurant tichidya nemufaro
pamwe nekufara kusangana.There
was even a cake rainge pakanzi..
*Congratulations Wilson twins 🌼🌼
🎂 .*
End of CHAPTER 5
*Happy reading 💝*
https://chat.whatsapp.com/JyYNMy
aGGzaIVPuemtD8sr
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 6 ⃣
*DANAI*🌹
📞📞
"Ehe ndiriko"
"Rega ndiuyeko "
"Makonzo mama"
"Yooh "
"Okay.."
Ndakazovasiya vakuenderera mberi
ne washen yavo ndichibva ndananga
kumba kwana Jenny uyo
wandakatosvikira akandimirira .Jenny
aigara nabhudhi vake chete vabereki
vavo vainge vari kumusha kuno
akatouya nebasa iro raaishanda ku N
Richards achiita zve marketing.
Ndakamutsanangurira
ndichimuratidza hembe dzangu
zvadzaitwa.
"Zvandishamisawo ndapererwa
veduwee ..kana iko kuHarare kwacho
ndoenda sei zvadai ..hunherera
hwangu hwanyanya ini Jenny
..hapana kana chinombofamba
muhupenyu hwangu ,handizive kuti
Mwari vakandiisirei havo panyika
pacho pasina kana mufaro neburiro "
Akazondiperekedza hake
akutondiudza kuti akusaver mari
yekuenda kumusangano wavo wena
youth kuBulawayo .Ndakangomuti ..
"I wish I had money ndaitodawo
kuendawo"
"Andimbovaudze mama"
"Toonana "
"Ok "
"Rorry?"
Ndakangodaro ndichibva
ndambomira hangu nekuti
kugadzirira kwacho ndaigogadzirira
chii ini ndaive ndisina kana hembe
yekuti ndichinje kuendesa kumunda
ndaitoenda neiyoyi yandakapfeka.
Ivo vakabva vaenda kubedroom
kwavo ndokudzoka vachiti
"Handei handei tione takamirirwa...oh
suwiti iyi "
Takazombundirana tichipapanana
ma goodbye neshamwari yangu
,akazondipa bag rehembe riye
ndokundiperekedza kusvika kwamai
Lean ndokuzodzoka achiti
akunogadzirira kuenda kubasa. Mai
Lean vakabva vagadzirirawo tichibva
tazobuda nemurume wavo nemota
kunotisiya kumabhazi.
Vakatozondikwidza bhazi
ndokundipa ye transport neyekudya
munzira .Iii ndakavatenda zvokuti
.Takazobhabhaisana bhazi
rakusimuka vachibva vati vanenge
vachizondifonera .
*Happy reading 💝*
https://chat.whatsapp.com/JyYNMy
aGGzaIVPuemtD8sr
https://www.facebook.com/groups/
1507473806395843/?ref=share&mib
extid=KtfwRi
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 7 ⃣
*MBUYA PHIRI* 🌹
Handina kumupindura
ndakazongopesanisa angu makumbo
kunopinda mumba kutonopinda
mugumbezi chaiko kutonzwa
kurwara chaiko ,ndakaita zvekugara
pamubhedha ndokutanga kutaura
ndega ndichideedza shamwari
dzangu nekuti ndaitoda kuziva
kwaenda Danai.
*MAI LEAN* 🌹
Ndakatoshamiswa auya
kuzondiratidza hembe dzake dzaaiti
dzadyiwa nemakonzo husiku ,ahhh
imika hembe kuita mamvemve
kudaro zvakandinetsa kuti ndibvunze
kuti igonzo chairo chairo here
rakadya kudai umm. Kana ini mumba
mangu handaiziva chinonzi gonzo
zvino kana rodya hembe kudai ahhh
zvakandinetsa. Akaratidza
kubatikana nazvo Danai sezvo tainge
tataurirana kuti aizoenda musi uyu
manje zvazvainge zvadai zvaizoita
here .Haa paakazoti dzake ega
ndidzo dzadyiwa dzevamwe hadzina
,ipapo ndakaita zi question mark
chairo kuzobvunza kuti sei dzake ega
dzadyiwa. Kutaura chokwadi
zvakandibatawo zvekuti zvakandipa
pfungwa yekufunga kuti mbuya vake
vasirikuda kuti ayende ava vanenge
ndivo chete vakonzeresa. Ko
dzingazodyiwa dzake ega sei chii
chakadaro ndinenge ngozi.
Ndakazongomusimbisa kuti dont
worry toita plan kuti uende
.Ndakazofara andiudza kuti apihwa
ndimwe hembe neshamwari yake
Jenny ini ndainge ndamutsvagirawo
dzimwe mune dza Lean umu saka
takazongodzisanganisa nedzainge
apihwa idzodzo kuti aendewo ari
parinani. Sezvineiwo zuva raitevera
racho takamuperekedza kubhazi
ndokutomusiya akwira.
Ndakazofonera mai Tariro kumuudza
kuti musikana tamukwidza bhazi
vakati vaizomutambira kana achinge
asvika. Akatozobvunza kuti munhu
anoshanda here Danai
,ndakamupindura kuti aiwa pabasa
musamutyire henyu anoshanda
zvokuti musikana uyu.
*DANAI*🌹
Bhazi rakafamba zvokuti takazosvika
muHarare kuma 11 AM
ndakaburutsirwa pa show ground
ndichibva ndatenga airtime
yekufonera mother vekwandaienda.
Ndakavafonera ,ichibva yazodairwa
pave paye..
📞📞
"Hello"
"Makadii henyu?"
End of CHAPTER
https://chat.whatsapp.com/LazJrQ6
CmCX1wplE2MZR6C
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*MBUYA PHIRI 🌹*
"Gogoi pano!."
*DANAI* 🌹
"Mamukasei mama?."
Vairatidzika kuneta shuwa ne night
shift yavainge vashanda.
"Hello Dani"
"Heroo"
*MAI WILSON* 🌹
Ndakanzwa kufara ndichiona vana
vangu vari pamwechete taungana
semhuri nekuda kwe graduation yana
matwins. Chokwadi kukura hakutani
shuwa vana vedu naLiberty vainge
vakura sekutamba sekuseka
zvichireva kuti isuwo sevabereki
makisimusi tainge tamadyawo akati
kuti .Ndainzwa kutenda Mwari
zvakanyanya ndikatarisa Tanatswa
so nendainge ndakabva naye kaa
,zuro ndizuro apa ainditi mama Lizza
nhasi atove chikomana chikuru kudai
,iko kuzofanana nababa vake aiwa
Mhofu vainge vakazvizvara havo
shuwa aibva andifungisa Liberty
patakatanga kuonana ndiri NANNY
waTanatswa. Aiwa ndaiona hukuru
hwake Mwari pamusoro pemhuri
yangu nekuti aingove makomborero
pamusoro pemamwe.
📞📞
End of CHAPTER 8
*Sorry guys nekunonoka kwebook ,as
authers pane zvaiitika zvatanga tiri
kugadzirisa but now book
rakuchiuya*
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 9 ⃣
*KUDZIE* 🌹
📞📞
"Hello "
"Mhamha makadii?"
"Iwe ukutiikoiwe...?"
"Dani!..."
Ndakanzwa vondidana..
"Mama...."
Ndakashaya ndotiii,ndaive
ndangonyarara ndakufunga mhinduro
kuti ndotii chaizvo, kuti nditi
ndaibatwa zvakaipa kana kuti
zvakanaka here ,ahh all i know is that
mbuya vangu ndivo havo munhu
akatondibatawo zvakanakawo pane
vanhu vese vakandichengeta and
ndaizvitenda zvakanyanya zvekuti dai
kuri kunzi ndaita mari kaa
ndaitombovatengerawo something
mbuya vangu.Nekunyarara kwangu
ndakazonzwa mai Tariro voti..
"Its okay my girl kana usati
wasununguka kutaura hapana
chakaipa ..zvisinei waisa Muriwo here
pamoto?"
📞📞
"Hello"
"Ayehwa mama"
*TANATSWA* 🌹
Kudzoka kwandakaita kumba
ndichibva kubasa ndakasvikowana
Cleo akagara pa couch remu dining
akaita kuturikidza makumbo ake
,ndakasvotwa zvokuti and wondered
kuti apinda sei pano but I then
remembered kuti mai
vanondishandira varipo im sure ndivo
vainge vamuvhurira .Nx ndakangoisa
zvinhu zvangu patable iye ndokusima
achiti
"Going to South Africa without telling
me really Tanatswa?"
"What?"
"Yes coz hunhu hwako
handitomboude ,I thought uri
musikana ane moyo anonzwisisa
nekudawo vamwe vanhu but no u are
selfish ..and I can't be with someone
as you. Ngatingosiyana pliz now
leave "
Akangonditarisa zvekuratidza
kushamisika
"I mean it Cleo .."
"Haungambondidaro Tanatswa
..Kukuda imhosva here ?"
Handina kumupindura
ndakangosimuka ndokunanga
kubedroom kwangu ndichibva
ndanorara ndakazomuka
ndokunozvigadzirira zvekudya ,kunze
kwainge kwatosviba ,I just ate
ndokudzokera kunorara .Tomorrow
ndakamuka ndokugadzirora kuenda
kubasa .Mai Kiri vaindishandira
vakandiita breakfast ..ndipo
pandakazobva ndavabvunza kuti
"Ukuzvigona sei?"
"Ndiriboe ini eish stress
yezvemuchato chete"
"Not yet"
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
NELSON* 🌹
"Danisto".
End of CHAPTER 10
Drop yr comments
*Guys tine hurombo book kunonoka
kudai network ikunetsa pliz ndovimba
kuti muchanzwisisa*
https://chat.whatsapp.com/JyYNMy
aGGzaIVPuemtD8sr
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
CHAPTER 1 ⃣1⃣
*JENNY* 🌹
Ndakafara kuti Danai akushandawo
veduwee mune zvakanakana, this
time it seems like atovewo nemazuva
aripo pabasa unlike zvaaisimboita
kumashure uko aingoti akashanda 1
or 2 days otodzingwa basa ,umm
ndaiona hangu kuti inenge mweya
yetsvina jambwa munyama chaiwo
nekuti ai zvimwe zvacho
zvaaizondiudza kaa zvaindishamisa
mufunge. Ndaisamukanganwa hangu
pama prayers angu kuti Mwari
vamuonewo aitewo zvinoda moyo
wake achibatawo zvinobudirira.
Paakandiudza kuti ndinotarisa mbuya
vake kumba achiti varikurwara
handina kukwanisa kuenda musi
iwoyo coz ndainge ndiri busy nebasa
so ndakatozoenda zuva randakaita
free .Ndakaenda ari masikati
ndokusvikowana mbuya vaDani
vakagara pasaga pasi pemuti
vachitokonyora chibage vaine vamwe
mbuyawo vandaisaziva zita ravo asi
ndaigarovaona mumaraini imomu
.Ndakati
"Gogoi..."
"Svikai..."
Ndakatoshamisika kuvaona kuti
zvavanenge vari ryt wani, Dani anga
ari kuti varikurwara azviwanepi.?
Munoziva munhu ukaudzwa kuti enda
unoona murwere unenge uchitarisira
kuti zvimwe shuwa arwara zviri src
manje apa eh zvavarikutoshanda
wani.Sezvineiwo ndakasvika pavari
ndokupfugama ndichivakwazisa vose.
"Hello"
Ndakaseka ndokuti
"Sure kaa"
"Ndamenyuka gumbo"
"Rega ndiri twasanure."
"Danai..."
"Hmm "
Akadaro achindioindira,
Apa ainge akatarisa pasi asingadi
kutarisana neni..
"Sharp"
Ndakazovavhurira gate vachibva
vaenda ,ndakapinda mumba
ndichibva ndatobata phone kumuisira
message Nelson kuti
💖💖
https://chat.whatsapp.com/JyYNMy
aGGzaIVPuemtD8sr
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣2⃣
*TANATSWA* 🌹
📞📞
"Why what?"
"Kkk Tanatswa kaa ...Ndaona
matarisiro awanga uchimuita shaa ..u
made her uncomfortable zvekusvika
pakuita kuti munhu adonhe ahh .. but
ey asi u know her from somewhere?"
"Ohhh "
Thats all i said achibva ati
"Danii!!"
*CLEOPATRA* 🌹
Ndakanzwa kurwadziwa chaizvo
nezvandainge ndaitwa naTanatswa
shuwa kuti tirambane here isu
taiwirirana mune zvakanaka. Aiwa
izvozvo hazvaibvira hazvo
Ambassador Tanatswa ndaimuda
zvakanyanya zvekuti even kuchurch
kana kumba kwedu vaizviziva kuti
ndinodanana na Ambassador. Sezvo
baba vangu vaive Elder kuchurch
vakatofara pavakanzwa kuti ndiri
kudanana naTanatswa ,ko Tanatswa
aive murume zvee pavarume kan
nehunhu aive naho aidiwa nemunhu
wese pluz his status worse his
handsomeness ahh zvongopera just
like that hazviite izvozvo. Musi iwoyo
waakandiudza kuti let's break up
ndakamboedza kumunyengerera asi
akatondidzinga kumba kwake.
Ndakarwadziwa ndichibva ndaenda
kumba kweShamwari yangu nekuti
kuenda kumba hazvaiita nekuti
ndairatidza kurwadziwa.
Ndakasvikotaurira mumwe wangu
zvandaitwa na Tanatswa
akandinyararidza ndokundiudza kuti
"Dont worry shaa maybe
akangotsamwa nezvawakaita ku
Kadoma paye hanty ndakakudza kuti
ingonyarara ukasanditeerera ..sorry
chinyarara give him some time
anodzoka I'm sure anokuda"
📞📞
"Hello"
"Hie"
"Hey hwu"
"Bamnini hamudaro..ndomboziva
zvekuno here ini ,mozviziva wani kuti
ndiri mutsva kuno "
Ndakangoti
"Theres n....
"I insist "
"Sorry "
"Sorry for what
..u know it's not a bad thing but
unondinyarirei"
"Okay.."
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣3⃣
*MBUYA PHIRI* 🌹
*NELSON* 🌹
"Hey shaa"
"Ndeyp wazodi"
"Ndatove kumba shaa it was just
another quotation for another
wedding "
"Including me what?"
"Kuti uchate zvee"
"Who?"
"Danai"
"Hmmm "
"Dont say Hmmm hmm wat"
"Rega ndinyarare...so
wakazomuratidza here kumakombi?"
"Ukusekei koiwe?"
"Ok yei?"
"On Sunday I invited Dani kuchurch so
ati haakuzive so ndokumbirawo kuti
uuye naye"
"Sharp"
"Hello bamnini"
"Yamakandipa yekombi"
"Yaah "
"Hamusi kutya?"
"Sharp"
He dropped the call ndichibva
ndangoti so he was src kuti Nelson
anozonditora ,ok but zvakadaro
ndainge ndatononokerwa nekuenda
kuchurch kwacho .Apa mwedzi
wainge wopera I was kinda happy
kuti ndakuhora soon nditengewo
zvandinoda nekutumirawo gogo mari
pamwe vangafarewo nekuti Jenny
kundiudza kwakandiita kuti mbuya
vangu vakagumbuka ndakabatikana
nazvo ndaisada kuti vandigumbukire
asi vatofara kuti ndakushandawo uye
kamari kacho ndichivapawo nekuti I
needed her blessing nekuti
vakandichengeta ndivo
vandaitoonawo samai vangu.
Handizivi sei vamwe vavo gogo
vakomana vasingavafungewo mbuya
vangu .Gogo vaiwanzodemba
zvakanyanya nezvazvo vachiti
vanakomana vangu vakaroora
havachandicheukewo samai vavo.
Ndaingoti inga mapudzi anowira
kusina hari shuwa. Isu hedu nherera
tinotodawo vabereki asi vamwe
havatovacheuke havo umm hupenyu
hwakaoma uyu .Zvisinei nguva
dzakafamba ndokuzvibikira hangu
chikafu changu ndega ndokudya .I
made sure I locked all the doors
ndisati ndaenda kunorara.
I nodded ndokuti
"Thank you"
End of CHAPTER 13
*Drop your comments pliz*
💖💖💖
https://chat.whatsapp.com/JyYNMy
aGGzaIVPuemtD8sr
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣4⃣
*DANAI*🌹
Akasvika achidaro,
Tanatswa wacho akatotanga atarisa
masides ose kwakuzoti
Akadaro kwandiri,
Handina kudaira ndakangotarisa
musikana wavo,uyo anga
akatonditarisawo achindipima zviya
zvekwa mai pimai.Ndakabvisa ruoko
rwangu pana Tanatswa kwakumira
hangu paside,kana zvekuita ndaive
ndakutoshaya.Musikana wacho
akabva ati
"Iwe musikana iwe hausiwe
watakamboona kuKadoma here iwe
?"
*MBUYA PHIRI* 🌹
Husiku hwainge hwapfuura uhu
ndakarwara ndakagara kuita pungwe
chaiyo ko painge patove nemazuva
kaa ndisiri kurara ndichingonetswa
nezvinhu izvi kana chekuita ndainge
ndisisazive. Kuchiedza ndakamukira
kuenda kwaasahwira wangu
ndichinokwereta mari kuti ndiwane
kupinda pabhazi asi yuwi
akatondiudza hake kuti haana mari
,haaa ndakasvika pakupererwa
,ndakanokumbirazve mai Lean uya
wepa next akatiwo haana kana
muroja wangu akatorambawo achiti
haana ,ahhh zvakaoma chaizvo
chokwadi kaaa ndakasvika
pakugumirwa nekuti ndaitofanira
kuenda kuBinga ndinotsvaga n'anga
iya .Ndakatozofara ndaona Mai Kudzi
afona ..
📞📞
"Ok
Akazokata hake ndipo
pandakazonzwa moyo wangu
kunyevenuka ,mari aizotumira
mangwana kaa ichingopinda
ndotonotora ndonanga
Binga.Handingambotambudzwe
naDanai ini kamwana
kandakachengeta apa. Kuti ave zvaari
izvozvo handiti ndini aah ngaasade
kuchenjeresa ndikunomugadzirisa.
*NELSON* 🌹
Takambogara takanyararirana
ndichibva ndazomuti
"What's with you na Danai?"
Akaita kakuvhundukira
pandakamubvunza kudaro ,he looked
at me ndokuti
"What do u mean?"
Luv u all
💖💖
https://chat.whatsapp.com/I6DtuwJ
hM5ID0a1CzhqCNz
Join this link for comments 👇
https://chat.whatsapp.com/Kwqb2ilj
64f7gVoqTscr92
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
*DANAI*🌹
📞📞
"VeHarare hamuchatifungewo kaa".
📞📞
"Hello"
"Hi Dani waswera boe here".
"Bamnini hindava?"
"What's wrong?"
"Are u okay?"
Ndakangoti
"No"
Akazonyarara hake and we continued
kusvika tapedza .Takaombererwa
maoko nemuchati achiratidza kufara
nesu. Zvisinei boys dzakazoenda
kwadzo vasikana ndokuendawo
kwedu coz tainge tanzi tironge nezve
hair style ,vamwe vangu vaive
nebvudzi so vakasarudza
zvekugadzirwa musoro ini manje ne
short hair yangu
ndakazongotsvagirwa a nice hair cut
yainzi ndozoiswa ma pop corn here
wat wat ,they showed me the pic and
it was nice zvokuti I hope
zvaizondifita hazvo.
*CLEOPATRA* 🌹
Chokwadi hakuna chinhu
chinorwadza sekungoerekana
warambwa from nowhere
chandainge ndakatadzira Tanatswa
ndaichishaya ini,zvese izvi
zvakangotanga pataive kuKudoma
,zvino ini aitozvinyepera taisasiyana
zvechihwai kana zvirizvo zvajaira
kuita maex ake Ini ndakatosiyana
nevamwe aitozondida zvebhaiginya
chaizvo.Kumufonera chaiko
aisatodaira mamassages
aisatopindura musodzi yaive
yongogara ichiyerera,nekudada
kwese kwandaita vanhu vazoziva
handichazi muskana waAmbassador
chokwadi ndonyarira payi.
"Ok ok"
Akabva abata runhare rwake
ndokunyora nyora ndokuzoti
End of chapter 15
Luv u all
💖💖
https://chat.whatsapp.com/I6DtuwJ
hM5ID0a1CzhqCNz
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
CHAPTER1 ⃣6⃣
*TANATSWA 🌹*
Kutaura chokwadi Danai ndainge
ndamuda hangu ,Everytime
pandaingomuona kahana kaingorova
zviya zverudo chaizvo .Kana
pandakabvunzwa na Nelson I couldn't
deny it ,iye akatozvionawo kuti
ndakatorwa moyo nemusikana .Danai
was just a simple natural beautiful
girl ane ka chocolate skin kaievedza
.Chakaita kuti ndinyatsomuda
ndechekuti aisava nedzungu kana
kuvhavhauka sevamwe vasikana
,ainge akangozvidzikamira hake even
kutaurisa I noticed she wasn't like
that ,aitove hwai zvayo
yakazvidzikamira and ndizvo
zvakazoita kuti ndimufarire
zvakanyanya .Even the dressing
aisava munhu anopfeka zvimwe zviya
zviya zvemazuvano ,yes hembe
dzake dzaienderanawo nekwaakabva
But izvozvo ndaisava nebasa nazvo
moyo wangu wakangoda iye chete.
From the first day I saw her paye
kuKadoma nezvakazoitika ikoko
ndipo pandakatanga kuita concerned
naye and haana kumbobvira abuda
mupfungwa dzangu ,I just pray kuti
Mwari vandiratidze kuti ndige wangu
chaiye coz zvana Cleo agh ndainge
ndisisade ,I wanted a real wife
material chaiyo munhu
anozochengetawo vabereki vangu
mune zvakanaka . Seriously
nekuchengetwa kwandakaitwa na
step mother vangu nerudo
rwavaindipa I just wanted to return
the favor nekuvavigira muroora
akanaka ane hunhu unonwisa mvura.
"Huh?"
"Iye wawanga uchitamba naye asi
ndiye?'
Vakangoseka ndokuti
"Usandivanzire shamwari ..ndaona
matatisiro awanga uri kumuita
ndiudze chokwadi"
"Unotambirei hako,hausi
waitobhoekana wega pano?"
"Kwete nenyaya yekumasteps iyi."
*MBUYA PHIRI 🌹*
Ndakaswera ndichiita sendinopenga
zuva rose ndichingotarisira
chimbudzi changu zvimwe kuda
ndichaona massage yakanzi ndaisa
mari izvo kwete ndaive ndotorwara ini
musoro kutotenderera chaiko kuti
ndibhipe zvaisaita aizotondibvunza
mibvunzo yakawanda chandaida mari
chete.Zuva rakasvika pakuvira pasina
kana chandaona veduwe hana yainge
yorova zvino ,ndakazoona phone
yangu kurira ndiye Mai Kudzi aifona
.Ndakadaira nokuchimbidza..
📞📞
Ndakamubvunza ndakamutarisa
pachiso achibva ati
"Ehe gogo ndiyo ...ini yangu
yemabook vatumira $10"
End of CHAPTER 16
Luv u all
💖💖💖💖
https://chat.whatsapp.com/I6DtuwJ
hM5ID0a1CzhqCNz
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣7⃣
*MBUYA PHIRI🌹*
"Ahhhhhhhhhh...."
"mwanangu tokumbirawo
kumbobuda panze."
"Tanatswa?'
"What ...no ..ohh I see ndimi
makamupa number dzangu ryt?"
"Bamnini hamudaro"
"Sorry kani asi arikukunetsai?'
"Ok handei"
"Hero"
"Kurinani zvako"
"Hakuna zviri kunetsa?'
"Bye"
Luv u all
💖💖💖
https://chat.whatsapp.com/KIFCDwr
Y34cJu9Gu3gakhR
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣9⃣
*TANATSWA* 🌹
Akadaro Anashe ..
"I know but we have to go to
church..get up pliz handisi
kumbokusiyai"
"Ndiani mufundisi?"
"Iwewe"
"Fine fine"
Ndakazovasiya vakumuka ndichibva
ndanogadzirirawo zvekuenda
kuchurch. Ndaingoita ka prayer kuti
dai Dani akauya futi nhasi kuchurch
.Ndaingonzwa kuda kumuona hangu.
Ndakanyatsopfeka ka suit kangu ke
blue bhachi racho raive netumavara
twe gold together with my black
glass shoe ,haa ini ma suits aindifita
hangu zvekuti coz I just have a fit
body coz sometimes ndomborova
hangu ku gym so hembe zhinji
dzaindifita hangu. I brushed my
haircut mune zvakanaka naka and
put on a watch .Zvisinei ndakapedza
zvese ndichibva ndamirira vasikana
ava eish apa nguva dzaienda
ndakatozoita vekusheedzera
vachibva vazobuda.
"Dani..aita sei?"
"KuKadoma"
Akadaro achindinongedzera ,
"Iwe iwe kundinongedzera inini ndine
zera newe ini .. Kudzai kaaa usade
kutora ngozi iwe"
"Kudziii..
ndakadedzera ndichida kumupama
mbama asi akanzvenga achindipawo
yangu chokwadi ndakavhunduka
pamwe nekukatyamara Kudzi ndiye
😨
andirova.
*DANAI*🌹
Aiwa Sunday ndakakomborerwa
hangu .Munoziva paye pakazonzi
Jenny anamate ndakarohwa nehana
kuti yooh nhasi zvangu dai zvanzi
inini ndaizodii kkk imika ende
Ambassador havaite ahh . Zvisinei
ndakazopa musikana uya number
ndichibva ndaisa mugroup re church.
Ambassador vakamboda kutaura
neni but ndakatovaudza kuti
ndamirirwa vakabva ati
vaizondifonera, I just said okay
seriously I don't know why
vachingoda kundifonera nekutaura
neni ahh. Mukoma Nelson
vakazonodropper Jenny mutown
ndakarwadziwa kuparadzana Naye
veduwee apa ainge otodzokera
kuKadoma .
📞📞
"Hello"
"I'm fine"
"Okay will call u some other time bye
take care"
"Bye"
💖💖
https://chat.whatsapp.com/KIFCDwr
Y34cJu9Gu3gakhR
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 1 ⃣8⃣
*JENNY* 🌹
I was so happy kuonana nabhururu
wangu Danai veduwee apa nemazuva
iwaya ainge akutotsvukirirawo
ndofunga kugara mumba
nekugezawo mvura yemu Harare ko
paye hanty aienda kumunda
here.Ndakafara hangu zvekuti we
spend the whole day tese
tichitenderera mutown
ndichimuratidza coz aiti haazive
Harare town. Akatanga anosendera
mbuya vake mari tichibva
tazotenderera achitenga zvaaida.
Zuva racho rakatozokurumidza
kudoka shuwa ini ndichiri kuda kuve
neshamwari yangu asi ndakazongoti
ndomuona mangwana kuchurch
nekuti ndaizoenda kwaanopindira.
Ndainge ndakangopihwa a weekend
off kubasa so ndaizotozodzokera
manheru amangwana. Chishuwo
changu chaingove chekuti
ndingochinjwa ndishandire hangu
kuno kuHarare nekuti kuKadoma
kwacho ndainge ndotobhohekana
kusina Dani.
Zvisinei takazoparadzana hedu ini
ndokudzokera kumba kwavatete
vangu mai Nyarai avo vaigara
kuDema. Ndakasvikawo ndakabata
ma paper bag ko zvaizoita here
kuenda kutown wodzoka ungori
maoko pasina chawakabata hazvaiita
vaizongoti mwana uyu haafunge.
Vakanditambira vachinyemwerera
hanzi
"Makutorara amainini?"
"Kunyepa .."
"Ndikutokuudzai tete"
*MBUYA PHIRI* 🌹
Kudzoka kwatakaita kubva kuBhinga
ndaive nemufaro chaiwo kuti shuwa
ndakuzorora nenetswa nezvikwambo
zvangu nekuti zvainge
zvotondishaisa zororo pamusha
pangu nekuda kwa Danai bedzi.
Wakazowedzera
Mufaro wacho pandakafonerwa
naiye Danai achindiudza kuti
arikunditimira mari ,ndakangoti yaah
agona mwana waMercy shuwa
ndibhadharewo icho chikwereti
chandakabatsirwa nasahwira
wangu.Ndakaita kunyemwerera kani
ndigere parupasa hangu pasi pemuti.
Sezvineiwo sezvo ainge ati
arikutumira izvezvi ndakagara
ndakarinda hangu mari iya kuti ipinde.
Sezvo iko kuverenga ndaisagona
ndaingomirira kunzwa ka sound
kekupinda kwe message bedzi
.Ndakarinda ndigorindazve zvekuti
iya ndakazongoti kana yapinda
ndoinzwa sezvo runhare rwangu
ruchigara muhuro mupocha umu.
Ndakazosimuka hangu ndonotora
chibage kudara kuti
ndimbotokonyora ndifambise ndima.
Hey dara rainge richakazara kuti
pfacha chaiko ,ndaingozvibvunza kuti
saka ndichachipedza ndiri ndoga
here chibage ichi kutokonyora
,hazvaibvira ndakangoti Danai
akaenderei nhaimi achindisiya
nemutoro kudai ,handiti dai aripo
takugopedza so sezvataingoita
makore apfuura aya.Haa zvakaoma
hazvo. Ndakatora mbichana
ndokugara pasi ndakutokonyora
hangu ndega ndega nguva
dzichitofamba. Kudzi akatozodzoka
kuma lesson kwake kumazuva
rodoka ini ndichakangorindira
message yemari. Takasvika
pamutodya zvehusiku pasina kana
sound parunhare pangu zvekuti
ndakaudza Kudzi anditarisire kuti
hapana Mari yapinda here ndichiti
pamwe zvimwe yapinda
chinyararire.Akatarisa achibva ati
*DANAI*🌹
Haaa ndakapererwa hangu kuti
shuwa Mari yaenda kumwe kusiri
kuna gogo ,iyezvi vafona
vakagumbuka ndofunga vanongonditi
ndine nhema shuwa .Umm hayas asi
ini ndaitoshaya kuti zvainge
zvambofamba sei nhaimi nekuti paye
takanyatso sender kuzita ragogo
chairo saka inogoenda kumwe
😟
sei? .Ahh zvakandinetsa kana hope
chaidzo handida kudziwana husiku
hwese ndichingoti saka Mari yacho
inozodzoka here veduwee.Zvisinei
kuchiedza ndakanogeza ndokungo
cleaner cleaner Mumba mbichana
nekuti ndaida kugadzirira kuenda
kuchurch. Kana ana mai Tariro
vakatokurumidzawo kumuka
nekutiwo vaidawo kuenda kuchurch
kwavo. Vaipindawo imwe church
zvekuti vakatonditi
"Ndadii nhai?"
"Anditozivi ini"
"Not really..
Luv u all
💖💖
https://chat.whatsapp.com/Ji44Bksj
Ch8GiMBjxxlkbK
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
*DANAI🌹*
"Danai!!!..".
Ndakapindura kwakutoenda
kunotanga kubika.Mazuva akapinda
hawo as always taienda kunotamba
ma steps ,apa manje tainge tonyatso
polisher zvese coz zuva remuchato
rainge rotosvika.Whenever
Ambassador pavanoda kutaura neni
ndaitova avoider ini Eh
kungonditarisisa kwavanongoita aiwa
ndainge ndonzwa kusvotwa
nazvo.Kana bamnini Nelson
mazuvano ndakatovaudza kuti
musasapota muchinditora
ndinokwira makombi ,I'm glad
vakanzwisisa coz ndakatovaudza
ndiri src chaizvo. Nekufamba kwawo
mazuva ndichingomuka ndakatota
ende ndanga ndakunzwa nungo
dzekuenda kuchurch chaidzo kana
kutonamata kwacho ndaitoshaya kuti
zvirikifamba sei,dzimwe nguva
kwaitomuka kuchirwadza,asi
wekuudza ndakamushaya ndaive
ndisina pekutangira kana,chandaive
ndotofunga kubva pamba pevanhu
kana kutsvaga kwangu kwekugara
ndega ndichiita zvekuuya kubasa, coz
ndaive ndakutonzwa kuzvisema
kwakanyanya.
*TANATSWA* 🌹
"Wamurotera kutii?"
"Pliz do"
"Ok sharp
Ndainge ndonetseka seriously nezva
Danai. Aiuya hake ku practice
uemastepz but she was just off.
Mazuva akazoteera ndakati regai
nfimbotsanyira amheno
chaingonfituma kuti ndidaro.
Ndakaita sokudaro for three days
ndichimunamatira ndichibva
ndazorota futi dzimwe hope achiti
TANATSWA ndibagsifewo
ndatambura ,aiwa Mwari vaiedza
kundiratidza something chete .
The following day ndakabva
ndamugonera yakamboringer without
answer kusvika ndazongonzwa voice
rake achiti
"Hello"
Achibva atiwo
"Hie
Eh no smile no wat yoh ,I was just
looking at her wondering kuti wat is
really wrong with her.Its like ane ma
moods or something zvakaita kuti
ndifunge kuti pamwe arikumwedzi
amheno since I onve heard kuti
vasikana kana varikumwedzi vanoita
mamoods. Hmm takatamba hedu for
about an hour coz apaka tainge
totoita zvekurovera Bora mberi
chaizvo.Kana Ana tete vakapedzisira
votiomberera maoko.Aiwa we were
now perfect .Takapedza tichibva
taronga zvamangwana coz
taizofanira kunogadzirwa misoro and
stuff so practice mangwana painge
kusina .Nhasi ndiyo yaitove last day
.We end up takutamba futi
zvakatozoita kuti vanhu vazononoke
kuenda kudzimba asi chikuru tainge
tarova ma finale
touch.Takazopanana location
yekusangana mutown mangwana
seboys kunogerwa musoro and stuff
girls vakaudzana kwavo. Sezvo zvese
zvainge zvakarongeka I'm sure Tino
ainge akahire vanogadzira vasikana
musoro .
Akangotk
"Coz I can manage"
'u lie
"Hapana tete
*KUDZIE*🌹
Ende ambuya vangu vakasvika
pakunfibhohwa chaikk shuwa kudira
ini mambama inini Kudzi chaiye KK
hayas ndakabva ndatovadzoserawo
ini,vakatoita lucky ndakavapa 1
ndaida kutovadzemura akati oh.
Vanofunga kuti vakangwarisa
kundidarika handiti manje tsoro
dzavo ndaidziziva .Kunditi mvana ini
manje upi mwana wandakabara nx
stupid old lady .Manje chukure Chavo
ndakachiona hangu musi
wandakavaona vaine Rimwe zirume
vachibatwa magaro umm sis hai
hazvingodi kumachembere veduwee.
I was disgusted shame. Ndakati
nfichavabata zvangu and ndainge
ndazovabata. Izvo zvekuda kundiitisa
basa pamba KK ndivo vaitozoita ko
ko pamba ndepani hanty ndepavo
.Haiwa nx kujairira kuda kudya Mari
yamai vangu mahara apa .Padiki
Padiki Mari yechakati nonsense
ngavachembere mushe.
End of chapter 20 🌸.
https://chat.whatsapp.com/KIFCDwr
Y34cJu9Gu3gakhR
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 2 ⃣1⃣
*DANAI*🌹
Ndakanyatsosvotwa chaizvo
nekudonha kwainge kwaita phone
yangu apa ichiwira mubacket
remvura ,its all because of
Ambassador vainge vongondifonera
pavada sezvinonzi ndiri mukadzi
wavo .Haiwa ndakabva ndatowedzera
kumuvenga chaizvo ,serious
mazuvano ainge ondibhohwa zvokuti
amheno nei even Nelson agh
ndotoshaya kuti chii chaizvo. Last
week ndainge ndisina ini kuenda
kuchurch ndakatoswera pamba
hangu ndega ndakarara nekupisa
kwaiita zuva ndakati ndoindepi . Apa
manje ndainge ndisisina phone kuti
ndataura nevamwe .Kuiburitsa
kwandakaita mumvura kuibatidza
kutoramba zvayo sezvo yagarawo
yaiva dhura zvaro yakabva yatofiratu
nx. Ndakangoti ndikapinda mutown
ndichatenga imwe sezvo ndaiva
nemari iya yandaida kutumira gogo.
Ndainge ndavasuwa mbuya vangu
shuwa ndakatotanga kuti kupera
kwemwedzi ndikuda kumbokumbira
off ndiende kunovaona ndofunga
vakandigumbukira fani nekuda
kwemari. Ndinoziva ndikafunga
zvekuvafonera now vanotondishura
zvokuti asi nhaimi yaivawo mhosva
yangu here mari kurasika kwayakaita.
Ndakangoti ndichazonovapa
ndavaona that's why ndakazoora
moyo kuitumirazve.
Anyway zuva remuchato rainge
ratosvika nhai ,tainge tanyatsorova
ma final touch tangomirira kuswera
mangwana zuva guru. Hana yangu
yaimboita ichirova ndikafunga
nezvazvo kuti saka
ndikutonochibidika pamberi pevanhu
here veduwee .I have never done that
before so I was just nervous but I can
do it, after all there's a first time for
everything. Anyway ndainge
ndamboramba zvekuti
ndiperekedzwe kumba na
Ambassador but iiii yakatozopindirwa
nasisi vake ndichibva
ndangobvumawo but I didn't want all
that, amheno zvandaingonzwa ini ahh.
He tried kunditaudza but
ndaingomudira rough kusvika azoti
zii kunyarara.Akandisiya pagate
achibva ayenda nx.Ndakapinda
zvangu mumba ndokuwana mai Tarie
nemhuri yavo vatopedza kudya sezvo
nhasi tainge tanonoka kudzoka
.Ndakavasweresa vachibva vati.
"Horyt mama"
"Ohh ndisati ndaenda huya titange
tanamata wozosuka hako ndiro"
Vakangonditarisa so ndokuti
"Mazuvano hauchawanzonamata
nesu chii ..."
"Ndinamatire ndigokunamatirawo
...ndinamatire ndigokunamatirawo
Ohh seiko
usingandinamatirewo..dzimwe nguva
mutoro wacho unorema ,dzimwe
nguva mutoro wacho unorema Ohh
seiko usingandinamatirewo ......
Takaimba zvekuti ndega
ndakatoshamiswa kuti ko
zvandinotoimbawo nhaimi. Tapedza
takabva tapfugama ndokunamata .
Takanamata kwekanguva kakati rebei
asi ini ndainge ndatopedza kare
ndakungonzwa minamato yevamwe.
Pavakazoti Amen ndakatiwo Amen .
"Inga zvamunotoimba nhai mainini
...kubva nhasi mupote muchitiimbira
tisati tanamata."
"Chokwadi "
"Horyt...
"Mama ...aiwa....ndirikuvaviwa..apa
kwakurwadza.."
Ndakadaro ndapfugama pasi
ndakuita sendakabata mudumbu asi
ndaikwenya kuzasi uku
"Unazvinamatira zvakanyanya
wanzwa ..kuseni patichamuka
tonamata futi ukunzwa"
"Hongu baba "
"Hongu mama..'
"Ehe .."
"Pihwa yaTarie '
"I'm fine"
"Agh nothing"
📞📞
"Hie budy".
"Ndeip ko nhasi kusabatikira chiko
nhayi."
Akacheuka kwakunditarisa.
Luv u all
💖💖💖
https://chat.whatsapp.com/HoMsj3Z
zITZ5Xg0lz4xn6S
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 2 ⃣2⃣
*DANAI 🌹*
Ndakafamba ndoenda zvangu
kunokwira makombi,apa zuva raipisa
zvisingataurike,ndakada kusvika
patinokwirira ndakasangana
nemumwe murume aive akatakura
bhetimaya riye
rekumasowe,musabvunza ndorizivira
kupi ndakangomuti mamukasei
tichipfudzana ndangoti fambe
akandidaidza
kwakucheuka,ndakaona ofamba
kudzoka kwandaiva Ini ndakabva
ndatomira pamumvuri akaksvika
ndokuti.
"Wooooooow......"
*TANATSWA* 🌹
Ohh my God ,I just said so
nechemumoyo ndakamutarisa so
,veduwee she was looking more
beautiful ne hairstyle yaagadzirwa
ende yanga yakamugara zvekuti dhuu
.Ahh guys ndakanyatsonzwa mandiri
so kuti haa no mhani mwana uyu
ndomuda and akanaka
zvinogumburisa. Umm if possible dai
agara hake ne hairstyle iyi
nekusingaperi . Even everyone was
just complimenting her kuti
zvanyatsobuda paari shame. U know
I have been worried since she has
shot hair ndaingoti achazodii vamwe
vachigadzirwa musoro kuti azoita left
out kusiyana nevamwe ndaisada but
now ey ndiye ainge atogadzirwa
zvakanakisa kudarika zvevamwe. Ey
sezvo vaisakwana kumota uko
ndakati vamwe vapinde kumota
kwangu ndichibva ndasarudza
vandaida. Iye ndakamuti apinde
kumberi,ndakaona kuti aida kuramba
ndofunga akanyara achibva apinda.
Munoziva ndaingoeverwa naye so
ndichingomutarisa amana kaaa
,zvisinei ndakazodriver hangu
kunovasiya kumba kwana maiguru
Tilda .Munzira mese ndaingotaura
nevaiva kumashure iye Dani ari zii
hake. Takasvika paye vachibva
vaburuka but Dani ndakamubata
ruoko kuti ambosara mumota
mbichana ...
"Ambassador chii..?"
Akadaro akanditarisa..
"Whaat!!!"
"U look more beautiful "
"Ambas....
"Its Tanatswa...pliz"
"Tanatswa u making me
uncomfortable apa makandibata
ruoko mukuda kuti ndiite sei?"
"Are u sure?"
"Yaah I'm fine thanks for asking "
"What is that?"
"Ndikuda kuti tibatsirane kunamata
zvese nekutsanya ..unozvigona?"
"Unogona kutsanya?"
"I have never fasted before andizivi"
"I'm Tanatswa"
"Ok Tanatswa...thanks "
"Okay
Akazobuda ndichibva
ndangonyemwererea hangu
ndokudriver kuenda kumba
kwataisangana seboys
.Ndaingonyemwerera muroad mese
sezvinonzi ndabvumwa nebaby but I
just felt like kutaura kwandaita naye
without her being rude and mean it
means we going somewhere. Nhasi
ainge akadzikama zvandafarira
zvokuti .Well mukuita hushamwari
imomo ndimo muchabuda
relationship zvese ne marriage eheka
musikana ndamuda munoda ndidiiwo.
"Good..
*JENNY* 🌹
"Ndichazokuudza chimboita
zvemuchato
..ndingatozokukanganisa ukatadza
kutamba kumuchato uku"
"Hahaha iweka Horyt rega togadzirira
chazokufonera"
"Ok iriboe
End of CHAPTER 22
Luv u all
💖💖💖
https://chat.whatsapp.com/HoMsj3Z
zITZ5Xg0lz4xn6S
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 2 ⃣3⃣
*MAI WILSON* 🌹
📞📞
"Hello"
"Eh amai vemuchati
vanoremekedzwa "
"Ehe .."
*TINO*🌹
Kubva ndizvarwe nezvandave nhasi
ndinonzwa kutenda Mwari
zvakapfurikidza.Each and every day
ndinoona kubata kwake Mwari and
ndiye anongonditungamirira pazvose
zvandinoita .Ndinotenda vabereki
vangu vakandidzidzisa chinhu
chinonzi kunamata nekutenda and
today I'm here ,my special wedding
day kumunhu wandinodisa
wandakapihwa naiye Mwari Tildah
Miti. Handigoni naye mukadzi wangu
all I can say is she is indeed a
blessing from God.
*DANAI* 🌹
Kwaingova negirls chete Kani
kuchitaurwa nyaya vanhu vachiseka
kwazvo nechemumoyo ndaingoti dai
kukazouyawo zuva
randichaunganidza vanhu kudai,
zvino wacho achazondidawo
ndiyani,iye murume wacho ndiyaniko
arehwa,ndainge ndotorasika zvakare
mundangariro.
"Hey madam why you so quit feel
free bebz".
End of chapter 23
*Drop your comments*
*HAPPY READING 💖*
https://chat.whatsapp.com/IktXXLQ7
7O6ABAvnZxQ6i3
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
CHAPTER 2 ⃣4⃣
*DANAI 🌹*
"Tanatswa".
"Unonyepa Tanatswa
haungondirambe wanzwa here,
phone yako waizotobvuma kundipa
akoshei uyu heee chinzwa kaaa
wakajaidzwa ukajaira iwe ndiwe
munhu wandichachembedzana naye
zvehupenyu wese bata umu."
"Hell no Cleo keep dreaming only one
girl is gonna be in my life, that's the
love of my life not you zvakatopera."
"Horyt mama"
"Hezvo chiiko?"
*CLEO 🌹*
Munoziva ndainge ndangopihwawo
this wedding invitation card kubasa
kwedu uku ,ndakatoshamisika
ndichiona kaa kuti zita remunhu
aichata raiti Tinotenda Wilson. Hana
yangu yakatomborova coz that
surname was the same as ya
Tanatswa but I just brushed it off
hangu ndichiti sometimes ma
surnames anongofanana. Musi
wacho manje ndipo pandakazoona
kuti aizve ko zvaitori family yana
Tanatswa nhai. Ndakatomuona
akaita kuchena as always moyo
wangu ndokutomborwadza
.Pandakazoona partner yaaitamba
nayo ari musikana uya wekuKadoma
wedhirezi rehu Jean munoziva
ndakapererwa ndokuzvibvunza kuti
ambori ani musikana uyu kuna
Tanatswa. The way they were
dancing zvese zvaiva mumaziso
angu zvichindipa kugumbuka
chaiko,it seems like vaidanana chete
vanhu ava.Ndakasvika pakutuma
umwe mukomana kuti anomudana
achiti akudiwa na Cleo panze,
ndakabva ndatobuda kunomira panze
ndakamumirira.Papera kanguva
ndipo paakazobuda akashatisa chiso
kunge amheno amheno
,akangosvikonditi
*KUDZI 🌹*
Ndakatozoswera ndakarara hangu
ndakamirira manheru apa ndainge
ndakunyatsonzwa kuti zvanhasi
ndanga ndava boe apa ndichine
vamwe vakandimirira ndakangoti
ndobasa randakasarudza ndanga
ndakutofana kusunga dzisimbe
chaiko.Ndakamutswa kunze
kwatosviba zvonzi chigadzirirai
tiende rimwe girls ranga ratovapo
kare ndakangomuka nekutopfeka
bhutsu kwakutobuda toenda
kuclub.Takasvika zvedu kune soft
music kwakutotanga zvedu kunwa
mashoots,tati garai ndakazoona boss
vakuya vakasvikondizevezera
munzeve.
Ndakangoti ok.
kwakutopinda mukati kwakusiya
rotaura rega taitozodya tese kkkk
seka hako Kudzii.
📞📞
"Ahhh Ambassador...
"Handisikumuziva"
"Ndabatanidzwa nhasi..?"
"Kkk iwe mwana wa Liberty usade
kunyepera kudzungaira...handiti
magamhirana zvamakandirwa. Roora
iyeye muzukuru wangu Mwari
vatokuratidza so"
Those in SA
LUV U ALL
*HAPPY READING 💖*
https://chat.whatsapp.com/IktXXLQ7
7O6ABAvnZxQ6i3
Join my WhatsApp channel 👇🏻
https://whatsapp.com/channel/0029
VaLQMCtGufJ3fBpHa938
*DANAI*
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
*PLIZ READ AND SHARE 📚*
🔞
* ROMANTIC AND SENSITIVE
STORY*
*DANAI🌹*
"Tanatswa".
"What Cleo finish your sentence,you
better listen to me now caz I will not
repeat myself again do you hear me
you better stay the hell away from me
and her, ukumbonyatsoda ndikuudze
neiko iwe kuti handichakude dont get
on my nerves I am warning you and
telling you for the last time."
"Unonyepa Tanatswa
haungondirambe wanzwa here,
phone yako waizotobvuma kundipa
akoshei uyu heee chinzwa kaaa
wakajaidzwa ukajaira iwe ndiwe
munhu wandichachembedzana naye
zvehupenyu wese bata umu."
"Horyt mama"
Takazopesana ivo vakuenda ini
ndokuendawo kwaiva nevaperekedzi
vamwe vangu.
Tanatswa akauya akati taienda tese I
just smiled hangu tofamba kuenda
kumota apa kwanga kwatone
Karima,akasvikovhura door ndakuda
kupinda akarivhara
kwakundidhonzera kwari.
"Hezvo chiiko?"
"Unombonyatsoziva kuti wakanaka".
*KUDZI 🌹*
Ndakatozoswera ndakarara hangu
ndakamirira manheru apa ndainge
ndakunyatsonzwa kuti zvanhasi
ndanga ndava boe apa ndichine
vamwe vakandimirira ndakangoti
ndobasa randakasarudza ndanga
ndakutofana kusunga dzisimbe
chaiko.Ndakamutswa kunze
kwatosviba zvonzi chigadzirirai
tiende rimwe girls ranga ratovapo
kare ndakangomuka nekutopfeka
bhutsu kwakutobuda toenda
kuclub.Takasvika zvedu kune soft
music kwakutotanga zvedu kunwa
mashoots,tati garai ndakazoona boss
vakuya vakasvikondizevezera
munzeve.
📞📞
"Mbuya Josy handiti ndakakutaurira
kuti ndikawana ndinokuda here.."
*TANATSWA 🌹*
Chokwadi ndakatadza kuzvidzora
kusvika ndamuudza
zvandaimunzwira .She was just
looking at me zviya zvekushamisika
nezvandamuudza .Akasvika
pakungoti
"Ahhh Ambassador...
"Handisikumuziva"
"Wawabatanidzwa Naye nhasi"
"Ndabatanidzwa nhasi..?"
End of CHAPTER 24
Those in SA
*35r telcom ,mtn or cell c airtime on
Authoress Mollash +27658785209 or
Authoress Natasha +27 65 310 6674*
LUV U ALL
*HAPPY READING 💖*
https://chat.whatsapp.com/HoMsj3Z
zITZ5Xg0lz4xn6S
🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
🌼🌹🌼🌹🌼🌹🌼🌹
CONTINUATION OF
(ELIZABETH THE NANNY )
By Authoress Mollash 👄👄
And
Authoress Natasha 💝
"Harro"
"Chokwadi amai"
"Yohweee saka mwana wako
akandijuta shuwa...iiii
Kudzii...akandipa 20 dhora uyu achiti
ndiyo yawatumira "
"Upi wacho?"
"Uya wawaingoti nan'a nan'a naye
gore rese"
"Kadoma?"
"What...Danai's friend?"
"Ohh yeah ndamuda"
📞📞
"Ambassador "
"Ohh wow mai Ambassador "
"What...?"
"Wanditizirei?"
"Tomorrow?"
"Fine "
Ndakazonyemwerera ndokuti
"Thanks I love you"
*Kudzi*.
Ndakabva ndatopererwa
kwakutongoita zvaraida iri dhara
ndaizorisiya chete ndozvitsvagira
macustomer angu ndega xaaa.
End of CHAPTER 25
#MAKOROKOTO NELSON
AKABVUMWA NAJENNY.
#MBUYA PHIRI VACHAGARISANA
NA KUDZI IVAVA ,KO VACHAITA SEI
PAVACHAZVIZIVA KUTI DHARA
RIRIKUVADYA VESE MBUYA
NEMUZUKURU?
#VABEREKI VA AMBASSADOR
VATOONA KUTI KUNE MUROORA
VAKAMUDA KAAVA.
Those in SA
*35r telcom ,mtn or cell c airtime on
Authoress Mollash +27658785209 or
Authoress Natasha +27 74 499
8538*
LUV U ALL
*HAPPY READING 💖*