Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 1

Munamato wokuzvipira magwanani maoko angu netsoka dzangu,vakaverenga mapfupa angu isu nazvose zvatinazvo.

isu nazvose zvatinazvo.Tinopira kunemi mabasa edu ose


ose’,ndinorwadziwa mwoyo kwazvo. akanaka ,atakaita ,atinozoita ,tichibatsirwa negirasiya
Yesu Mambo wangu ,ndinouya kwamuri nekuno Mwoyo renyu.Tinozokuridzira vamwe kuti vanamate mwoyo
usina mhaka waMaria Musande.Ndinokuteurirai wenyu musande.
Baba vedu...Kwaziwai Maria… Vakudziwe Baba
,munamato ,mabasa ,kurwadziwa ,nokufara kwangu Zvino tinokukumbirai kuti mugamuchire kuzvipira kwedu
kwose kwanhasi kuti kuda kweMwoyo wenyu kuitwe uku ,kwatakai kuti tikufadzei.Zvino zvamurimi matipa
muMisa Sande.Ndinokumbirirawo kwamuri zvinangwa Mambo Yesu Kristo ,ndinokupai maoko angu kuti aite girasiya rokuzvipira kwamuri ,chitipaiwo simba rokuita
zvaPapa zvomwedzi uno,muminamato yangu basa renyu. zvose zvatakutsidzirai.Amen
yanhasi.Amen Ndinokupai makumbo angu kuti afambe munzira dzenyu.
Ndinokupai meso angu kuti aone sokuona kwamunoita
imi. Mwoyo waYesu waMwari
OFFICE KUMWOYO MUSANDE KWAZVO WAYESU Ndinokupai rurimi rwangu kuti rutaure mazwi enyu. Mwoyo waYesu waMwari pindurai vatadzi ,nunurai
Ndinokupai pfungwa dzangu kuti mufunge panzvimbo vanofa,buritsai mweya yose iri mupurigatoriyo.
Mweya waKristo pangu. Yesu makanakisa ,ndidavireiwo.Kwaziwai mununuri wangu
Mweya waKristo ndisandiseiwo. Ndinokupai mweya wangu kuti munamate muri mandiri. .Mwari wangu ,ndinoziva ndinofa ,asi handizivi riniko
Muviri waKristo ndiponeseiwo. Pamusoro pazvose ndinokupai mwoyo wangu kuti mude
,handizivi kupiko ,handizivi Seiko ,asi ndozivakana ndikafa
Ropa raKristo ndigutiseiwo. muri mandiri Baba venyu nevanhu vose.
Ndinozvipa kwamuri kuti muve Mambo wangu,anogara norutadzo runouraya ndicharasirwa kumoto muzhinji.
Mvura yaparutivi paKristo ndicheneseiwo. Mwoyo waYesu waMwari ,kunemi ndinotarisira girasiya
nokusevenza nokunamata nomuneni.Amen
Kurwadziwa kwaKristo ndisimbiseiwo. rorufu rwakanaka ,kuti ndife ndichishamwaridzana nemi
Yesu makanaka ndidavireiwo. Yesu wangu wadiwa,ndidzidziseiwo kuita mwoyochena misi isingaperi .Amen
Mumaronda enyu ndivanzeiwo. ,nokuva muranda wenyu chaiye ,kuti ndizvipire kunemi
Regai kubvuma kuti ndiparadzane nemi. ,nyangwe zvakaoma sei; ndirwire chitendero changu
Kumuvengi wakaipa ndidzivirireiwo. ,ndisingatyi marwadzo angandiwira; ndibate basa renyu
Pamusi wokufa kwangu ndishevedzeiwo. ,ndisingatsvagi mubayiro kusiya izvi chete zvokuti ndiri
Ndidaneiwo ndiuye kwamuri. kuita kuda kwenyu kusande ,Mambo wangu naMwari
Kuti ndikuimbirei navasarudzwi venyu, wangu.Amen (Munamato waFrancis Xavier Musande)
misi isingaperi.Amen
Kuzvipira kuMwoyo Musande waYesu
Munamato kuna Yesu Kisto pachipiyaniso. Yesu makanakisa ,tsime rechido ,Baba vetsitsi
Onai ,Yesu makanakisa ,makapfavisa ,ndapfugama ,Mwari,munyaradzi wavanhu vose,imi makatiratidza isu
namabvi panyasi penyu.Ndinokutetererai nomwoyo vatadzi umpfumi hwemwoyo wenyu,isu tose tinokutendai
wangu wose kuti mundipe chitendero nechitarisiro zvose zvamakatipa.
nechido chakadzika.Itai kutindipfidze matadzo angu Tinotenda kwazvo kudzika kwamakatiitira sakaramende
nomwoyo wangu wose ,nokundisimbaradza kuti ndigare sande kwazvo reatari.Musakaramende iro rechido
hupenyu hwakanaka.Kana ndichitarisa nokurangarira ,Mwoyo wenyu akanakisa wakaitwa mutematema
maronda enyu mashanu ,nokufungazve mazwi nokutadza kwavanhu vose .Zvino isu tinoda kuripira
akamborehwa naDavidi muporofita okuti ,’Vakaboora mhosva idzo dzose .Tinozvipira kuMwoyo wenyu musande

You might also like