Download as doc, pdf, or txt
Download as doc, pdf, or txt
You are on page 1of 1

Pindura mibvunzo yose nokusarudza vara rakamirira

mhinduro yakanaka.
Munyika yedu tine rombo rakanaka nekuti tine upfumi hwakawanda.
Upfumi hwedu hunosanaisira zvisikwa zvenyika, Zvicherwa
nemhuka micherechedzo yeupfumi. Miti ndehumwezve upfumi
hwatinahwo. Ivhu ndehumwe upfumi hunodiwa chaizvo navarimi.
Tine varimi vemhando mbiri munyika medu. Tine vanorimira
kudya savaya vanopfuya mhuka dzenyama nodzomukaka. Tine
mhando yechipiri inorimira kutengesa

Mibvunzo.

Rombo rakanaka ratinaro muZimbabwe nderei?

A Mune mukaka
B Mune mari. C Mune zvokudya D Upfumi hwemhando
dzakasiyana
2 Chimwe chezvinhu zvanzi upfumi hwedu
A Ivhu B Zvisikwa C Ndezvokudya D Varimi
3 Zvinhu zvinotipa upfumi muZimbabwe zvataurwa zvinoti
ivhu,zvicherwa, mhuka ne
A Miti B Vanhu C Zvokudya D Minda
4 Tine mhando ngani dzavarimi muZimbabwe?
A Imwe B Mbiri C Nhatu D Ina
5 Mhando yokutanga yevarimi inorimira
A Kuendesa kuGMB B Kupa hama C Kutengesa D Kudya
nemhuri
6 Mhando yechipiri yavarimi inorimira ku
A Kudya nemhuri B Kupa hama C Kutengesa D Kuendesa
kuGMB
7 Mhuka imwe inochengeterwa mukaka
A Huku B Mbudzi C Mombe D Hwai
8 Musoro wenyaya ungakodzera panyaya iyi ndevekuti;
A Zimbabwe B Varimi C Zvirimwa D Upfumi
hweZimbabwe

You might also like