Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 1

0003 Nokuti Ndi Mwari Key E Words & Music By Denford Mabara

Intro
2.
4/4 - 105 BPM
E/G# A E/B
//:a g#m f#m/X /X /X ://
Mhepo ivhuvhute, rima riuye
C#m7 A B
Ndinomira, pashoko rake
G#m A
Hapachina chinhu, chingandibvisa
C#m B/D# E
Paari, ndicha mira
Verse
E/G# A E/B
Ndawana Jesu, ndawana zvose
C#m7 A B
Hupenyu hwangu, hwashanduka
G#m A
Bridge
Hapachina chimwe, chandi ngada
C#m B/D# E
E
Maari, ndowana zvose
Chingava chii chanetsa mweya wangu
E/G#
Chingava chii chandishayisa hope
A
Chandongoziva kuti Mwari uyu
C#m B
A E
Haambo ndinyadzisa ini
(Haambo ndirasisa Ini)
Chorus

E F#m G#m A E/G# C#m7 B


No ku ti ndi Mwari, ndi Mwari
Loop
A E G#m F#m F#m/B E
Ane rudo, haambo ndinya dzi sa ini
(Iye Anehanya neni)
E F#m G#m A E/G# C#m7 B
C#m B A E
No ku ti ndi Mwari, ndi Mwari
Haambo ndinyadzisa ini
A E G#m F#m F#m/B E
(Akatendeka Mwari Uyu)
Wechokwadi, haambo ndi rasi sa ini
C#m B A E
Haambo ndirasisa Ini
(Nokuti!)

All Rights Reserved © 2020 Denford MusiQ

You might also like